29 “Unofanira kuva murau nokusingagumi kwamuri:+ Mumwedzi wechinomwe pazuva rechigumi romwedzi+ wacho, munofanira kutambudza mweya yenyu,+ hamufaniri kuita chero basa ripi zvaro,+ angava munhu womunyika yacho kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu.