Dheuteronomi 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nzvimbo+ ichasarudzwa naJehovha Mwari wenyu kuti zita rake rigare ipapo ndiyo yamuchaunza zvose zvandiri kukurayirai, zvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvibayiro zvenyu, zvegumi zvenyu+ nomupiro+ unobva mumaoko enyu nezvinopiwa zvenyu zvose zvemhiko+ zvakanaka kwazvo zvamuchapikira Jehovha. 2 Madzimambo 23:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi Jehovha akati: “Ndichabvisawo Judha+ pamberi pangu,+ sokubvisa kwandakaita Israeri;+ uye ndicharamba guta rino randakasarudza, iro Jerusarema, neimba yandakati nezvayo, ‘Zita rangu richaramba riri ipapo.’”+
11 Nzvimbo+ ichasarudzwa naJehovha Mwari wenyu kuti zita rake rigare ipapo ndiyo yamuchaunza zvose zvandiri kukurayirai, zvinopiwa zvenyu zvinopiswa+ nezvibayiro zvenyu, zvegumi zvenyu+ nomupiro+ unobva mumaoko enyu nezvinopiwa zvenyu zvose zvemhiko+ zvakanaka kwazvo zvamuchapikira Jehovha.
27 Asi Jehovha akati: “Ndichabvisawo Judha+ pamberi pangu,+ sokubvisa kwandakaita Israeri;+ uye ndicharamba guta rino randakasarudza, iro Jerusarema, neimba yandakati nezvayo, ‘Zita rangu richaramba riri ipapo.’”+