2 Samueri 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 mambo akabva ati kumuprofita Natani:+ “Zvino tarira, ini ndiri kugara muimba yemisidhari+ asi areka yaMwari wechokwadi iri kugara mukati memachira etende.”+ 1 Makoronike 17:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Natani akabva ati kuna Dhavhidhi: “Itai zvose zviri mumwoyo menyu,+ nokuti Mwari wechokwadi anemi.”+
2 mambo akabva ati kumuprofita Natani:+ “Zvino tarira, ini ndiri kugara muimba yemisidhari+ asi areka yaMwari wechokwadi iri kugara mukati memachira etende.”+
2 Natani akabva ati kuna Dhavhidhi: “Itai zvose zviri mumwoyo menyu,+ nokuti Mwari wechokwadi anemi.”+