1 Makoronike 28:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 uye pavanakomana vangu vose (nokuti Jehovha akandipa vanakomana vakawanda)+ akabva asarudza mwanakomana wangu Soromoni+ kuti agare pachigaro choumambo+ chaJehovha achitarisira vaIsraeri.
5 uye pavanakomana vangu vose (nokuti Jehovha akandipa vanakomana vakawanda)+ akabva asarudza mwanakomana wangu Soromoni+ kuti agare pachigaro choumambo+ chaJehovha achitarisira vaIsraeri.