1 Samueri 20:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Tarira! ndichatuma mushandi, ndichiti, ‘Enda unotsvaka miseve.’ Kana ndikataurira mushandi wacho zvakananga kuti, ‘Tarira! Miseve iri kurutivi rwako urwu, itore,’ naJehovha mupenyu,+ ibva wauya, nokuti zvinoreva rugare kwauri uye hapana nyaya.
21 Tarira! ndichatuma mushandi, ndichiti, ‘Enda unotsvaka miseve.’ Kana ndikataurira mushandi wacho zvakananga kuti, ‘Tarira! Miseve iri kurutivi rwako urwu, itore,’ naJehovha mupenyu,+ ibva wauya, nokuti zvinoreva rugare kwauri uye hapana nyaya.