RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 32:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Akabva ati: “Hauchanzizve Jakobho asi Israeri,+ nokuti warwisana+ naMwari uye nevanhu zvokuti wazokunda.”

  • Eksodho 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Mwari akabva atizve kuna Mosesi:

      “Uti kuvanakomana vaIsraeri, ‘Jehovha, Mwari wemadzitateguru enyu, Mwari waAbrahamu,+ Mwari waIsaka+ naMwari waJakobho,+ andituma kwamuri.’ Iri ndiro zita rangu nokusingagumi,+ uye ndiro randichayeukwa naro kusvikira kuzvizvarwa nezvizvarwa.+

  • 1 Makoronike 29:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Naizvozvo Dhavhidhi akarumbidza+ Jehovha ungano yose ichizviona,+ Dhavhidhi akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri+ baba vedu, rumbidzwai+ narini kusvikira narini.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe