2 Samueri 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi Dhavhidhi akapindura Rekabhi naBhaana mukoma wake, vanakomana vaRimoni muBheeroti, akati kwavari: “NaJehovha mupenyu+ akadzikinura+ mweya wangu+ pakutambudzika+ kwose uku, 2 VaKorinde 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye akatinunura pachinhu chakakura kudai sorufu uye achatinunurazve;+ uye tariro yedu iri maari kuti acharamba achitinunura.+
9 Asi Dhavhidhi akapindura Rekabhi naBhaana mukoma wake, vanakomana vaRimoni muBheeroti, akati kwavari: “NaJehovha mupenyu+ akadzikinura+ mweya wangu+ pakutambudzika+ kwose uku,
10 Iye akatinunura pachinhu chakakura kudai sorufu uye achatinunurazve;+ uye tariro yedu iri maari kuti acharamba achitinunura.+