RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 1
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 VaKorinde 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:1; 1Ti 1:1
  • +Mab 16:1; VaF 2:20
  • +VaK 1:2
  • +1VaT 1:8

2 VaKorinde 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 1:7; VaE 1:3; VaF 1:2

2 VaKorinde 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 20:17; VaE 4:6
  • +Eks 34:6; Pis 86:5; Mik 7:18
  • +Isa 51:3; VaR 15:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    4/2019, p. 7

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2017, pp. 13, 16

    Nharireyomurindi,

    10/15/2011, pp. 23-24

    6/1/2009, p. 28

    9/1/2008, p. 18

    7/1/2008, p. 7

    3/15/2008, p. 15

    12/15/2007, p. 5

    12/15/1996, p. 30

    11/1/1996, pp. 13-14

    6/1/1995, pp. 11-12

    7/15/1992, p. 21

    “Rugwaro Rwose,” p. 217

2 VaKorinde 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:4; 2VaK 7:6
  • +VaE 6:22; 1VaT 4:18
  • +VaR 15:4; 2VaT 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    4/2019, p. 7

    Nharireyomurindi,

    10/15/2011, pp. 23-24

    9/1/2008, p. 18

    3/15/2008, p. 15

    2/15/1998, pp. 26-27

    11/1/1996, pp. 13-14

    6/1/1995, pp. 11-12

    7/15/1992, p. 21

2 VaKorinde 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:11; VaK 1:24
  • +VaF 2:1; 2VaT 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1996, p. 14

2 VaKorinde 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:13
  • +VaR 8:17; 1Pe 3:17; 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1996, p. 14

2 VaKorinde 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:18; 2Ti 2:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1996, pp. 12-13, 14-16

2 VaKorinde 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 19:22; 20:18
  • +Mab 19:23; 1VaK 15:32; 16:9; 2VaK 11:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2014, p. 23

    12/15/1996, p. 24

    11/1/1996, pp. 16-17

    Kupupurira Kwazvo, p. 163

2 VaKorinde 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:20; Jer 17:7; 2VaK 12:10
  • +VaH 11:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1996, pp. 16-17

2 VaKorinde 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:19; 2Pe 2:9
  • +Pis 34:7; 2Ti 4:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1996, p. 16

2 VaKorinde 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:30; VaF 1:19; Fir 22
  • +2VaK 9:11
  • +Mab 12:5

2 VaKorinde 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 23:1
  • +1VaK 2:4

2 VaKorinde 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:14

2 VaKorinde 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 5:12
  • +VaF 2:16; 1VaT 2:19

2 VaKorinde 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:19
  • +Mab 20:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, pp. 30-31

2 VaKorinde 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:5
  • +Mab 20:3
  • +Mab 17:15; VaR 15:24; 1VaK 16:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, pp. 30-31

    10/15/2012, p. 29

2 VaKorinde 1:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 10:2
  • +2VaK 5:16
  • +Mt 5:37; Jak 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, p. 31

2 VaKorinde 1:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 1:35; Mab 9:20
  • +Mab 18:5
  • +VaH 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, p. 31

2 VaKorinde 1:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:15; 17:7; 49:10
  • +VaR 15:8
  • +1VaK 14:16; Zva 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, p. 31

    12/15/2008, p. 13

    Vazivisi, p. 20

2 VaKorinde 1:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:20, 27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1995, p. 10

2 VaKorinde 1:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:30
  • +2VaK 5:5; VaE 1:14
  • +VaR 8:9, 23; 1VaK 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2016, p. 32

    1/2016, pp. 18-19

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, pp. 30-31

    7/1/1995, p. 10

    8/15/1989, p. 30

    Zvakazarurwa, pp. 115-116

2 VaKorinde 1:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 1:9; VaF 1:8
  • +1VaK 4:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2012, p. 29

2 VaKorinde 1:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:17; 1Pe 5:3
  • +1VaK 3:9; 1Jo 1:3
  • +1VaK 15:1
  • +VaR 11:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2013, pp. 27-28

    1/15/2003, p. 16

    6/1/1999, pp. 15-16

    3/15/1998, pp. 21-22

    9/1/1996, pp. 22-23

    4/1/1995, p. 18

    10/1/1994, p. 20

    9/1/1994, p. 14

    9/15/1989, p. 17

    Bhuku Regore ra2013, pp. 5-6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 1:11VaK 1:1; 1Ti 1:1
2 VaK. 1:1Mab 16:1; VaF 2:20
2 VaK. 1:1VaK 1:2
2 VaK. 1:11VaT 1:8
2 VaK. 1:2VaR 1:7; VaE 1:3; VaF 1:2
2 VaK. 1:3Joh 20:17; VaE 4:6
2 VaK. 1:3Eks 34:6; Pis 86:5; Mik 7:18
2 VaK. 1:3Isa 51:3; VaR 15:5
2 VaK. 1:4VaR 15:4; 2VaT 2:16
2 VaK. 1:4Pis 23:4; 2VaK 7:6
2 VaK. 1:4VaE 6:22; 1VaT 4:18
2 VaK. 1:51VaK 4:11; VaK 1:24
2 VaK. 1:5VaF 2:1; 2VaT 2:16
2 VaK. 1:6VaE 1:13
2 VaK. 1:6VaR 8:17; 1Pe 3:17; 4:16
2 VaK. 1:7VaR 8:18; 2Ti 2:12
2 VaK. 1:8Mab 19:22; 20:18
2 VaK. 1:8Mab 19:23; 1VaK 15:32; 16:9; 2VaK 11:23
2 VaK. 1:9Pis 33:20; Jer 17:7; 2VaK 12:10
2 VaK. 1:9VaH 11:19
2 VaK. 1:10Pis 34:19; 2Pe 2:9
2 VaK. 1:10Pis 34:7; 2Ti 4:18
2 VaK. 1:11VaR 15:30; VaF 1:19; Fir 22
2 VaK. 1:112VaK 9:11
2 VaK. 1:11Mab 12:5
2 VaK. 1:12Mab 23:1
2 VaK. 1:121VaK 2:4
2 VaK. 1:131VaK 4:14
2 VaK. 1:142VaK 5:12
2 VaK. 1:14VaF 2:16; 1VaT 2:19
2 VaK. 1:151VaK 4:19
2 VaK. 1:15Mab 20:2
2 VaK. 1:161VaK 16:5
2 VaK. 1:16Mab 20:3
2 VaK. 1:16Mab 17:15; VaR 15:24; 1VaK 16:6
2 VaK. 1:172VaK 10:2
2 VaK. 1:172VaK 5:16
2 VaK. 1:17Mt 5:37; Jak 5:12
2 VaK. 1:19Ru 1:35; Mab 9:20
2 VaK. 1:19Mab 18:5
2 VaK. 1:19VaH 13:8
2 VaK. 1:20Ge 3:15; 17:7; 49:10
2 VaK. 1:20VaR 15:8
2 VaK. 1:201VaK 14:16; Zva 3:14
2 VaK. 1:211Jo 2:20, 27
2 VaK. 1:22VaE 4:30
2 VaK. 1:222VaK 5:5; VaE 1:14
2 VaK. 1:22VaR 8:9, 23; 1VaK 12:13
2 VaK. 1:23VaR 1:9; VaF 1:8
2 VaK. 1:231VaK 4:21
2 VaK. 1:24VaH 13:17; 1Pe 5:3
2 VaK. 1:241VaK 3:9; 1Jo 1:3
2 VaK. 1:241VaK 15:1
2 VaK. 1:24VaR 11:20
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 VaKorinde 1:1-24

2 VaKorinde

1 Pauro, muapostora+ waKristu Jesu nokuda kwaMwari, naTimoti+ hama yedu kuungano yaMwari iri muKorinde, pamwe chete nevatsvene+ vose vari muAkaya+ yose:

2 Mutsa usina kukodzera kuwanwa norugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu naShe Jesu Kristu ngazvive nemi.+

3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba+ vaShe wedu Jesu Kristu, Baba vengoni huru kwazvo+ uye Mwari wokunyaradza kwose,+ 4 anotinyaradza pakutambudzika+ kwedu kwose, kuti tikwanise kunyaradza+ vaya vari pakutambudzika chero kworudzi rupi zvarwo nokunyaradza kwatiri kunyaradzwa nako naMwari.+ 5 Nokuti kutambura kwatinoita nokuda kwaKristu zvakunowanda,+ saizvozvo kunyaradzwa kwatinowana kunowandawo nokuna Kristu.+ 6 Zvino kana tichitambudzika, tinotambudzika kuti munyaradzwe uye kuti muponeswe;+ kana kuti kana tichinyaradzwa, tinonyaradzwa kuti imi munyaradzwe zvichiita kuti mutsungirire kutambura ikoko kuzhinji kwatinotamburawo.+ 7 Naizvozvo tariro yedu ine chokuita nemi haizununguki, zvatinoziva kuti, zvamuine kutambura kuzhinji nesu, saizvozvo muchanyaradzwawo.+

8 Nokuti hama, hatidi kuti muve vasingazivi pamusoro pokutambudzika kwakatiwira muruwa rweEzhiya,+ kuti takanga takamanikidzika kwazvo zvinopfuura simba redu, zvokuti takanga tisisina kana chokwadi kunyange noupenyu hwedu.+ 9 Chokwadi, takafunga mumwoyo medu kuti takanga tatongerwa rufu. Izvi zvakaitika kuti chivimbo+ chedu chive muna Mwari anomutsa vakafa,+ kwete matiri. 10 Iye akatinunura pachinhu chakakura kudai sorufu uye achatinunurazve;+ uye tariro yedu iri maari kuti acharamba achitinunura.+ 11 Imiwo munogona kubatsira nokutitetererera kwenyu,+ kuti vazhinji vaonge+ vachizviitira isu nokuda kwezvatinopiwa nenzira yomutsa nokuda kweminyengetero yevanhu vazhinji.+

12 Nokuti chinhu chatinozvirumbidza nacho ndeichi, chinopupurirwa nehana yedu,+ kuti takazvibata munyika, asi kunyanya kwamuri, noutsvene nomwoyo wose kuna Mwari, kwete nouchenjeri hwenyama,+ asi nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari. 13 Nokuti chokwadi hatisi kukunyorerai zvimwe zvinhu kunze kwezvamunonyatsoziva kana zvamunonzwisisa; uye zvandinotarisira kuti mucharamba muchizvinzwisisa kusvikira kumugumo,+ 14 sokunzwisisawo kwamakaita, kusvikira kumwero wakati, kuti tiri chikonzero chokuti muzvirumbidze,+ sezvamuchaitawo kwatiri pazuva raShe wedu Jesu.+

15 Naizvozvo, nechivimbo ichi, ndaimboda kuuya kwamuri,+ kuti muve nenguva yokufara kechipiri,+ 16 uye pashure pokugara nemi kwenguva duku ndaizoenda kuMakedhoniya,+ ndozodzoka kwamuri ndichibva kuMakedhoniya+ mozondiperekedza+ zvishoma kuJudhiya. 17 Naizvozvo, pandaida izvozvo, ndakazviona sezvinhu zvisina basa+ here? Kana kuti zvinhu zvandinoda kuita, ndinoda kuzviita maererano nenyama+ here, kuti nditi “Hungu, Hungu” uye “Aiwa, Aiwa”?+ 18 Asi Mwari angavimbwa naye kuti shoko redu ratakataura kwamuri harisi Hungu asi panguva imwe chete riri Aiwa. 19 Nokuti Mwanakomana waMwari,+ Kristu Jesu, uyo akaparidzwa pakati penyu nesu, kureva ini naSirivhano naTimoti,+ haana kuva Hungu naAiwa, asi Hungu akava Hungu kwaari.+ 20 Nokuti zvisinei nokuti zvipikirwa+ zvaMwari zvizhinji sei, izvo zvakava Hungu pachishandiswa iye.+ Naizvozvowo pachishandiswa iye zvinonzi “Ameni”+ kuna Mwari kuti akudzwe nokwatiri. 21 Asi iye anovimbisa kuti imi nesu tiri vaKristu uye iye akatizodza+ ndiMwari. 22 Akaisawo chisimbiso+ chake patiri uye akatipa chokumbofanobata+ chezvichauya, iwo mudzimu,+ uri mumwoyo medu.

23 Zvino ndinodana Mwari kuti apupurire+ mweya wangu kuti handisati ndauya kuKorinde kuti ndimbokuregai.+ 24 Kwete kuti tiri vanatenzi+ vokutenda kwenyu, asi tiri vashandi pamwe chete nemi+ kuti mufare, nokuti makamira+ nokutenda+ kwenyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe