Pisarema 25:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Haiwa musayeuka zvivi zvandakaita ndichiri muduku uye kumukira kwangu.+Ndiyeukei maererano nomutsa wenyu worudo,+Nokuda kwokunaka kwenyu, haiwa Jehovha.+
7 Haiwa musayeuka zvivi zvandakaita ndichiri muduku uye kumukira kwangu.+Ndiyeukei maererano nomutsa wenyu worudo,+Nokuda kwokunaka kwenyu, haiwa Jehovha.+