1 Madzimambo 4:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti aitonga zvinhu zvose kurutivi rwuno rwoRwizi,+ kubvira kuTifsa kusvikira kuGaza,+ nemadzimambo ose aiva kurutivi rwuno rwoRwizi;+ uye akava norugare+ munzvimbo yake yose, kumativi ose. 2 Makoronike 14:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akavaka maguta akavakirirwa muJudha,+ nokuti nyika yakanga isina chainetsa; uye haana kurwiswa pamakore aya, nokuti Jehovha akamupa zororo.+ VaHebheru 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti isu takatenda tinopinda muzororo racho, sokutaura kwaakaita kuti: “Naizvozvo ndakapika+ ndakatsamwa, ndikati, ‘Havazopindi+ muzororo rangu,’”+ kunyange zvazvo mabasa ake akanga apera+ kubvira pakuvambwa kwenyika.+
24 Nokuti aitonga zvinhu zvose kurutivi rwuno rwoRwizi,+ kubvira kuTifsa kusvikira kuGaza,+ nemadzimambo ose aiva kurutivi rwuno rwoRwizi;+ uye akava norugare+ munzvimbo yake yose, kumativi ose.
6 Akavaka maguta akavakirirwa muJudha,+ nokuti nyika yakanga isina chainetsa; uye haana kurwiswa pamakore aya, nokuti Jehovha akamupa zororo.+
3 Nokuti isu takatenda tinopinda muzororo racho, sokutaura kwaakaita kuti: “Naizvozvo ndakapika+ ndakatsamwa, ndikati, ‘Havazopindi+ muzororo rangu,’”+ kunyange zvazvo mabasa ake akanga apera+ kubvira pakuvambwa kwenyika.+