RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 4:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 kuti marudzi ose enyika azive ruoko rwaJehovha,+ kuti rune simba;+ kuti chokwadi mugare muchitya Jehovha Mwari wenyu.’”+

  • 1 Samueri 17:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ ndichakuwisira pasi ndobvisa musoro wako pauri; uye nhasi ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango+ zvitunha zveboka revaFiristiya; uye vanhu vepanyika pose vachaziva kuti kuna Mwari wevaIsraeri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe