7 Soromoni akabva atsvenesa+ pakati pechivanze chaiva pamberi peimba yaJehovha, nokuti ipapo ndipo paakapa zvinopiwa zvinopiswa+ nemafuta ezvibayiro zvokugoverana, nokuti atari yemhangura+ yakanga yagadzirwa naSoromoni yakanga isingakwani chibayiro chinopiswa nechinopiwa chezviyo+ nemafuta.+