1 Makoronike 29:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Haiwa Mwari wangu, ndinonyatsoziva kuti ndimi muongorori womwoyo,+ uye kuti munofarira kururama.+ Ini ndapa zvinhu zvose izvi nokuzvidira kwangu nomwoyo wangu wakarurama, uye ndafara kuona vanhu venyu vari pano vachikupai nokuzvidira.
17 Haiwa Mwari wangu, ndinonyatsoziva kuti ndimi muongorori womwoyo,+ uye kuti munofarira kururama.+ Ini ndapa zvinhu zvose izvi nokuzvidira kwangu nomwoyo wangu wakarurama, uye ndafara kuona vanhu venyu vari pano vachikupai nokuzvidira.