1 Madzimambo 12:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Naizvozvo mambo akarangana nevamwe,+ akagadzira mhuru+ mbiri dzendarama, akati kuvanhu: “Kuenda kuJerusarema kwakakuomerai. Haiwa imi vaIsraeri, heuno Mwari+ wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti.”+ 2 Makoronike 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Zvino imi muri kufunga zvokukunda umambo hwaJehovha huri muruoko rwevanakomana vaDhavhidhi,+ zvamuri boka guru revanhu+ uye zvamuine mhuru dzendarama dzamakagadzirirwa naJerobhoamu kuti dzive vanamwari venyu.+
28 Naizvozvo mambo akarangana nevamwe,+ akagadzira mhuru+ mbiri dzendarama, akati kuvanhu: “Kuenda kuJerusarema kwakakuomerai. Haiwa imi vaIsraeri, heuno Mwari+ wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti.”+
8 “Zvino imi muri kufunga zvokukunda umambo hwaJehovha huri muruoko rwevanakomana vaDhavhidhi,+ zvamuri boka guru revanhu+ uye zvamuine mhuru dzendarama dzamakagadzirirwa naJerobhoamu kuti dzive vanamwari venyu.+