RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 13
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 13:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:1

2 Makoronike 13:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:2; 2Mak 11:20
  • +Jos 18:28; 1Sa 10:26
  • +1Mad 15:6

2 Makoronike 13:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:1
  • +Pis 33:16

2 Makoronike 13:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 17:15

2 Makoronike 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 49:10; 2Sa 7:8; Pis 78:71
  • +2Sa 7:13; 1Mak 17:14
  • +1Mak 17:11; Pis 89:29; Ru 1:32
  • +Nu 18:19; Pis 89:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2005, p. 20

2 Makoronike 13:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 10:2
  • +1Mad 11:26
  • +1Mad 12:20; 2Mak 10:18
  • +1Mad 11:27

2 Makoronike 13:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 9:4; Mab 17:5
  • +Dhe 13:13; 1Mad 21:10
  • +2Mak 10:16
  • +Dhe 20:8

2 Makoronike 13:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:8
  • +Pis 33:16
  • +Dhe 32:17; 1Mad 12:28; 2Mak 11:15; Ho 8:5

2 Makoronike 13:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:14
  • +1Mad 12:31, 33; 13:33
  • +Dhe 32:17; 2Mad 19:18; Mab 19:26

2 Makoronike 13:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5; 2Mak 11:16
  • +Nu 16:40

2 Makoronike 13:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:39
  • +Eks 30:1; 2Mak 2:4
  • +Eks 25:30; Re 24:6; 1Mak 23:29; Mt 12:4
  • +Eks 25:31; 27:20; 2Mak 4:7
  • +Re 24:2
  • +Ge 26:5; Nu 9:19; Dhe 11:1
  • +Dhe 28:15; Pis 73:27

2 Makoronike 13:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 23:21; Dhe 20:4; Pis 20:7; VaR 8:31
  • +Jos 6:4
  • +Nu 10:9
  • +Isa 45:9; Mab 5:39
  • +Job 40:9; Isa 40:15; VaH 10:31

2 Makoronike 13:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 8:4

2 Makoronike 13:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 8:20
  • +2Mak 14:11; 18:31; Pis 46:1; 50:15; 118:12

2 Makoronike 13:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:16; Vat 7:18
  • +Nu 32:4; 2Mak 14:12
  • +2Mak 13:1

2 Makoronike 13:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 1:4

2 Makoronike 13:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:5; 1Mak 5:20; 2Mak 16:8; Pis 22:5; 37:5; 146:5; Na 1:7; 1Ti 4:10

2 Makoronike 13:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 12:9; Vat 21:19; 1Sa 13:2; 1Mad 12:29
  • +Joh 11:54

2 Makoronike 13:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:38
  • +1Sa 25:38; 2Sa 12:15; 1Mad 14:20; Mab 12:23

2 Makoronike 13:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:12
  • +Dhe 17:17; 2Sa 5:13; 1Mad 11:3
  • +Pis 127:5

2 Makoronike 13:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:29; 12:15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 13:11Mad 15:1
2 Mak. 13:21Mad 15:2; 2Mak 11:20
2 Mak. 13:2Jos 18:28; 1Sa 10:26
2 Mak. 13:21Mad 15:6
2 Mak. 13:32Mak 11:1
2 Mak. 13:3Pis 33:16
2 Mak. 13:4Jos 17:15
2 Mak. 13:5Ge 49:10; 2Sa 7:8; Pis 78:71
2 Mak. 13:52Sa 7:13; 1Mak 17:14
2 Mak. 13:51Mak 17:11; Pis 89:29; Ru 1:32
2 Mak. 13:5Nu 18:19; Pis 89:28
2 Mak. 13:62Mak 10:2
2 Mak. 13:61Mad 11:26
2 Mak. 13:61Mad 12:20; 2Mak 10:18
2 Mak. 13:61Mad 11:27
2 Mak. 13:7Vat 9:4; Mab 17:5
2 Mak. 13:7Dhe 13:13; 1Mad 21:10
2 Mak. 13:72Mak 10:16
2 Mak. 13:7Dhe 20:8
2 Mak. 13:82Mak 9:8
2 Mak. 13:8Pis 33:16
2 Mak. 13:8Dhe 32:17; 1Mad 12:28; 2Mak 11:15; Ho 8:5
2 Mak. 13:92Mak 11:14
2 Mak. 13:91Mad 12:31, 33; 13:33
2 Mak. 13:9Dhe 32:17; 2Mad 19:18; Mab 19:26
2 Mak. 13:10Eks 19:5; 2Mak 11:16
2 Mak. 13:10Nu 16:40
2 Mak. 13:11Eks 29:39
2 Mak. 13:11Eks 30:1; 2Mak 2:4
2 Mak. 13:11Eks 25:30; Re 24:6; 1Mak 23:29; Mt 12:4
2 Mak. 13:11Eks 25:31; 27:20; 2Mak 4:7
2 Mak. 13:11Re 24:2
2 Mak. 13:11Ge 26:5; Nu 9:19; Dhe 11:1
2 Mak. 13:11Dhe 28:15; Pis 73:27
2 Mak. 13:12Nu 23:21; Dhe 20:4; Pis 20:7; VaR 8:31
2 Mak. 13:12Jos 6:4
2 Mak. 13:12Nu 10:9
2 Mak. 13:12Isa 45:9; Mab 5:39
2 Mak. 13:12Job 40:9; Isa 40:15; VaH 10:31
2 Mak. 13:13Jos 8:4
2 Mak. 13:14Jos 8:20
2 Mak. 13:142Mak 14:11; 18:31; Pis 46:1; 50:15; 118:12
2 Mak. 13:15Jos 6:16; Vat 7:18
2 Mak. 13:15Nu 32:4; 2Mak 14:12
2 Mak. 13:152Mak 13:1
2 Mak. 13:16Vat 1:4
2 Mak. 13:182Mad 18:5; 1Mak 5:20; 2Mak 16:8; Pis 22:5; 37:5; 146:5; Na 1:7; 1Ti 4:10
2 Mak. 13:19Jos 12:9; Vat 21:19; 1Sa 13:2; 1Mad 12:29
2 Mak. 13:19Joh 11:54
2 Mak. 13:20Pis 18:38
2 Mak. 13:201Sa 25:38; 2Sa 12:15; 1Mad 14:20; Mab 12:23
2 Mak. 13:212Sa 5:12
2 Mak. 13:21Dhe 17:17; 2Sa 5:13; 1Mad 11:3
2 Mak. 13:21Pis 127:5
2 Mak. 13:222Mak 9:29; 12:15
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 13:1-22

2 Makoronike

13 Mugore rechigumi nemasere raMambo Jerobhoamu, Abhija akatanga kutonga Judha.+ 2 Akatonga kwemakore matatu ari muJerusarema, uye amai vake vainzi Mikaya+ mwanasikana waUrieri wokuGibhiya.+ Kurwa kwakavapo pakati paAbhija naJerobhoamu.+

3 Naizvozvo Abhija akarwa aine uto rehondo revarume vehondo zviuru mazana mana, vaiva nesimba,+ vakanga vakasarudzwa. Jerobhoamu akagadzirirawo kurwa naye aine varume vakanga vakasarudzwa zviuru mazana masere, varume vakanga vakashinga, vaiva nesimba.+ 4 Zvino Abhija akamira pamusoro peGomo reZemaraimu, riri munzvimbo ine makomo yaEfremu,+ akati: “Ndinzwei, haiwa iwe Jerobhoamu nevaIsraeri vose. 5 Ko hamufaniri kuziva here kuti Jehovha Mwari waIsraeri akapa Dhavhidhi umambo+ kuti atonge vaIsraeri nokusingagumi,+ iye nevanakomana vake,+ achishandisa sungano yomunyu?+ 6 Asi Jerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, mushandi+ waSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, akasimuka, akapandukira+ ishe wake.+ 7 Varume vakanga vasina zvokuita,+ vanhu pasina,+ vakaramba vachiungana kwaari. Vakazokunda Rehobhoamu mwanakomana waSoromoni, Rehobhoamu+ paakanga achiri muduku, asina ushingi,+ uye haana kukwanisa kuvakunda.

8 “Zvino imi muri kufunga zvokukunda umambo hwaJehovha huri muruoko rwevanakomana vaDhavhidhi,+ zvamuri boka guru revanhu+ uye zvamuine mhuru dzendarama dzamakagadzirirwa naJerobhoamu kuti dzive vanamwari venyu.+ 9 Hamuna kudzinga vapristi vaJehovha,+ ivo vanakomana vaAroni, nevaRevhi, uye hamusi kuramba muchigadza vapristi venyu sezvinoita marudzi edzimwe nyika here?+ Chero munhu upi zvake aiuya, owana simba achishandisa nzombe duku nemakondohwe manomwe, iye akava mupristi wevaya vasiri vanamwari.+ 10 Asi isu, Jehovha ndiye Mwari wedu,+ uye hatina kumusiya; vapristi vari kushumira Jehovha, ivo vanakomana vaAroni, uyewo vaRevhi vari kuita basa racho.+ 11 Vari kuita kuti utsi hwezvinopiwa zvinopiswa hupfungairire kuna Jehovha mangwanani oga oga nemanheru oga oga+ pamwe chete nerusenzi inonhuhwirira;+ uye zvingwa zvakaturikidzana zviri patafura yendarama chaiyo,+ uye pane chigadziko chemarambi chendarama+ nemarambi acho okuti avhenekere manheru oga oga;+ nokuti isu tiri kuchengeta zvatinosungirwa kuti tiite+ naJehovha Mwari wedu, asi imi makamusiya.+ 12 Zvino tarirai! isu tiri kutungamirirwa naMwari wechokwadi+ nevapristi+ vake nemabhosvo+ okushandisa kupa nyevero yokurwa nemi. Haiwa imi vanakomana vaIsraeri, musarwa naJehovha Mwari wemadzibaba enyu,+ nokuti hamuzokundi.”+

13 Asi Jerobhoamu akatuma vavandiri kuti vavakombe necheshure kwavo, zvokuti ivo vakava pamberi paJudha uye vavandiri vari shure kwavo.+ 14 Vaya vaJudha pavakatendeuka, vakaona hondo iri mberi neshure.+ Vakatanga kuchema kuna Jehovha,+ vapristi pavakanga vachiridza mabhosvo kwazvo. 15 Varume vaJudha vakashevedzera nokuda kwehondo.+ Zvino varume vaJudha pavakashevedzera nokuda kwehondo, Mwari wechokwadi akabva akunda+ Jerobhoamu nevaIsraeri vose vaiva pamberi paAbhija+ naJudha. 16 Vanakomana vaIsraeri vakatiza Judha, Mwari akabva avaisa mumaoko avo.+ 17 Abhija nevanhu vake vakauraya vanhu vazhinji kwazvo; uye vaIsraeri vaiurayiwa vakaramba vachiwira pasi, varume vakanga vakasarudzwa zviuru mazana mashanu. 18 Nokudaro vanakomana vaIsraeri vakaninipiswa panguva iyoyo, asi vanakomana vaJudha vakavakunda nokuti vakavimba+ naJehovha Mwari wemadzitateguru avo. 19 Abhija akaramba achidzingirira Jerobhoamu, akamutorera maguta, Bheteri+ nemataundi aiva pasi paro, Jeshana nemataundi aiva pasi paro, Efraini nemataundi aiva pasi paro.+ 20 Jerobhoamu haana kuzovazve nesimba+ mumazuva aAbhija; asi Jehovha akamurova,+ akafa.

21 Abhija akaramba achiva nesimba.+ Kwapera nguva yakati, akawana madzimai gumi nemana,+ akabereka vanakomana makumi maviri nevaviri+ nevanasikana gumi nevatanhatu. 22 Mamwe mabasa ose aAbhija, zvaakaita nemashoko ake, zvakanyorwa mune zvakadudzirwa nomuprofita Idho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe