Isaya 36:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mambo weAsiriya akazotuma Rabhisheki+ kuti abve muRakishi+ aende kuJerusarema,+ kuna Mambo Hezekiya, aine uto guru rehondo, uye akamira pamugero+ wedziva rokumusoro+ pamugwagwa mukuru wokumunda womugezi wenguo.+ Isaya 37:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pashure paizvozvo Rabhisheki+ akadzoka, akawana mambo weAsiriya achirwa neRibna,+ nokuti akanga anzwa kuti akanga abva kuRakishi.+
2 Mambo weAsiriya akazotuma Rabhisheki+ kuti abve muRakishi+ aende kuJerusarema,+ kuna Mambo Hezekiya, aine uto guru rehondo, uye akamira pamugero+ wedziva rokumusoro+ pamugwagwa mukuru wokumunda womugezi wenguo.+
8 Pashure paizvozvo Rabhisheki+ akadzoka, akawana mambo weAsiriya achirwa neRibna,+ nokuti akanga anzwa kuti akanga abva kuRakishi.+