Isaya 26:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “Vakafa venyu vachararama.+ Zvitunha zvedu—zvichamuka.+ Mukai mushevedzere muchifara, imi vagari vari muguruva!+ Nokuti dova+ renyu rakaita sedova rekamuti komumaro,+ uye nyika icharegawo vaya vasina simba vari murufu vachiberekwa.+
19 “Vakafa venyu vachararama.+ Zvitunha zvedu—zvichamuka.+ Mukai mushevedzere muchifara, imi vagari vari muguruva!+ Nokuti dova+ renyu rakaita sedova rekamuti komumaro,+ uye nyika icharegawo vaya vasina simba vari murufu vachiberekwa.+