2 Madzimambo 4:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Naizvozvo mumwe akaenda kusango kuti anotanha mamaro,+ akawana muti womusango unotandira, akatanha mapudzi omusango pauri, akazadza nguo yake akabva auya, akaachekerera muhari yezvokudya, nokuti vakanga vasingaazivi.
39 Naizvozvo mumwe akaenda kusango kuti anotanha mamaro,+ akawana muti womusango unotandira, akatanha mapudzi omusango pauri, akazadza nguo yake akabva auya, akaachekerera muhari yezvokudya, nokuti vakanga vasingaazivi.