2 Madzimambo 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nguva yose iyi Erisha akanga achizviona, uye akanga achishevedzera achiti: “Baba vangu, baba vangu+ kani, ngoro yehondo yaIsraeri nevatasvi vake vemabhiza!”+ Haana kuzomuonazve. Naizvozvo akabata nguo dzake akadzibvarura nepakati.+ 2 Madzimambo 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino mambo waIsraeri akati kuna Erisha paakangovaona: “Baba vangu,+ ndivauraye here, ndivauraye here?”+
12 Nguva yose iyi Erisha akanga achizviona, uye akanga achishevedzera achiti: “Baba vangu, baba vangu+ kani, ngoro yehondo yaIsraeri nevatasvi vake vemabhiza!”+ Haana kuzomuonazve. Naizvozvo akabata nguo dzake akadzibvarura nepakati.+
21 Zvino mambo waIsraeri akati kuna Erisha paakangovaona: “Baba vangu,+ ndivauraye here, ndivauraye here?”+