2 Madzimambo 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino vashandi vake vakaswedera pedyo, vakataura naye, vakati: “Baba vangu,+ kudai muprofita anga akuudzai kuti muite chinhu chikuru, maisazochiita here? Zvino zvakadini zvaati kwamuri, ‘Geza, uchene’?” Mabasa 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye akati: “Varume, hama navanababa, inzwai. Mwari wokubwinya+ akazviratidza kuna tateguru wedu Abrahamu paakanga ari kuMesopotamiya, asati agara kuHarani,+ 1 VaKorinde 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti kunyange mungava nevadzidzisi+ zviuru gumi muna Kristu, chokwadi hamuna vanababa vazhinji;+ nokuti ndakava baba venyu muna Kristu Jesu nokuda kwemashoko akanaka.+
13 Zvino vashandi vake vakaswedera pedyo, vakataura naye, vakati: “Baba vangu,+ kudai muprofita anga akuudzai kuti muite chinhu chikuru, maisazochiita here? Zvino zvakadini zvaati kwamuri, ‘Geza, uchene’?”
2 Iye akati: “Varume, hama navanababa, inzwai. Mwari wokubwinya+ akazviratidza kuna tateguru wedu Abrahamu paakanga ari kuMesopotamiya, asati agara kuHarani,+
15 Nokuti kunyange mungava nevadzidzisi+ zviuru gumi muna Kristu, chokwadi hamuna vanababa vazhinji;+ nokuti ndakava baba venyu muna Kristu Jesu nokuda kwemashoko akanaka.+