1 Madzimambo 18:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ishe wangu haana kuudzwa here zvandakaita panguva iyo Jezebheri akauraya vaprofita vaJehovha, kuti ndakaramba ndakavanza sei vamwe vaprofita vaJehovha, varume zana vari mumapoka emakumi mashanu, mubako,+ ndikaramba ndichivapa zvokudya nemvura?+ 1 Madzimambo 21:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+
13 Ishe wangu haana kuudzwa here zvandakaita panguva iyo Jezebheri akauraya vaprofita vaJehovha, kuti ndakaramba ndakavanza sei vamwe vaprofita vaJehovha, varume zana vari mumapoka emakumi mashanu, mubako,+ ndikaramba ndichivapa zvokudya nemvura?+
10 Itai kuti varume vaviri,+ vanhu pasina,+ vagare pamberi pake, uye ngavamupomere,+ vachiti, ‘Wakatuka Mwari namambo!’+ Budai naye mumuteme nematombo kuti afe.”+