2 Makoronike 21:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehoramu paakanga ava paumambo hwababa vake, akasimbisa nzvimbo yake, naizvozvo akauraya vanun’una vake vose+ nebakatwa pamwe chete nemamwe machinda aIsraeri. VaRoma 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 zvavakanga vakazara nezvinhu zvose zvinoti, kusarurama kwose,+ uipi,+ kuchochora,+ ushati,+ vakazara neshanje,+ umhondi,+ kukakavadzana,+ unyengeri,+ pfini,+ vari vanhu vanoita makuhwa,+
4 Jehoramu paakanga ava paumambo hwababa vake, akasimbisa nzvimbo yake, naizvozvo akauraya vanun’una vake vose+ nebakatwa pamwe chete nemamwe machinda aIsraeri.
29 zvavakanga vakazara nezvinhu zvose zvinoti, kusarurama kwose,+ uipi,+ kuchochora,+ ushati,+ vakazara neshanje,+ umhondi,+ kukakavadzana,+ unyengeri,+ pfini,+ vari vanhu vanoita makuhwa,+