8 Zvino vaRevhi nevaJudha vose vakaita maererano nezvose zvakanga zvarayirwa+ nomupristi Jehoyadha.+ Naizvozvo mumwe nomumwe akatora varume vake vaiuya pasabata, pamwe chete nevaya vaibuda pasabata,+ nokuti mupristi Jehoyadha akanga asina kuita kuti mapoka+ arege basa.