RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 23
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 23:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:4
  • +Eks 18:25

2 Makoronike 23:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:8; 2Mak 8:14
  • +1Mak 15:12
  • +1Mak 23:11

2 Makoronike 23:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:3; 2Mad 11:17
  • +1Mad 7:51
  • +2Mad 11:4
  • +2Mad 11:12
  • +2Sa 7:12; 1Mad 2:4; 9:5; 2Mak 6:16; 7:18; 21:7; Pis 89:29

2 Makoronike 23:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:25; Ru 1:8
  • +1Mak 24:3
  • +1Mak 23:3
  • +1Mak 26:1

2 Makoronike 23:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:1
  • +2Mad 11:6
  • +1Mad 7:12

2 Makoronike 23:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:7
  • +1Mak 23:28
  • +1Mak 23:32

2 Makoronike 23:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:8

2 Makoronike 23:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 9:17
  • +2Mad 11:4; 2Mak 23:1
  • +2Mad 11:9
  • +1Mak 24:1; 25:1; 26:1

2 Makoronike 23:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:4; 1Mak 26:26
  • +2Mad 11:10
  • +2Sa 8:7
  • +1Mak 26:27; 2Mak 5:1

2 Makoronike 23:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:11

2 Makoronike 23:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:2
  • +2Sa 1:10; 12:30
  • +Dhe 17:18
  • +1Sa 10:1
  • +1Sa 10:24

2 Makoronike 23:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:13

2 Makoronike 23:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:15; 2Mad 23:3
  • +2Mak 23:1
  • +Nu 10:10; 1Mak 15:24
  • +1Mad 1:40; Zvi 11:10
  • +1Mad 1:39; 2Mad 9:13
  • +1Mak 25:7
  • +2Mad 11:14

2 Makoronike 23:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:15

2 Makoronike 23:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:16

2 Makoronike 23:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:17; 2Mak 34:31

2 Makoronike 23:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 10:27
  • +Dhe 12:3; 2Mak 34:4, 7
  • +Eks 32:20
  • +2Mad 11:18
  • +Dhe 13:5, 9; 1Mad 18:40

2 Makoronike 23:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:6, 30
  • +Eks 29:38; Nu 28:2

2 Makoronike 23:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:1, 13
  • +1Mak 9:26

2 Makoronike 23:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:9
  • +2Mad 11:19
  • +1Mad 1:13; 7:7

2 Makoronike 23:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:10; 29:2
  • +2Mad 11:20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 23:12Mad 11:4
2 Mak. 23:1Eks 18:25
2 Mak. 23:2Dhe 33:8; 2Mak 8:14
2 Mak. 23:21Mak 15:12
2 Mak. 23:21Mak 23:11
2 Mak. 23:32Sa 5:3; 2Mad 11:17
2 Mak. 23:31Mad 7:51
2 Mak. 23:32Mad 11:4
2 Mak. 23:32Mad 11:12
2 Mak. 23:32Sa 7:12; 1Mad 2:4; 9:5; 2Mak 6:16; 7:18; 21:7; Pis 89:29
2 Mak. 23:41Mak 9:25; Ru 1:8
2 Mak. 23:41Mak 24:3
2 Mak. 23:41Mak 23:3
2 Mak. 23:41Mak 26:1
2 Mak. 23:51Mad 7:1
2 Mak. 23:52Mad 11:6
2 Mak. 23:51Mad 7:12
2 Mak. 23:62Mad 11:7
2 Mak. 23:61Mak 23:28
2 Mak. 23:61Mak 23:32
2 Mak. 23:72Mad 11:8
2 Mak. 23:8Mup 9:17
2 Mak. 23:82Mad 11:4; 2Mak 23:1
2 Mak. 23:82Mad 11:9
2 Mak. 23:81Mak 24:1; 25:1; 26:1
2 Mak. 23:92Mad 11:4; 1Mak 26:26
2 Mak. 23:92Mad 11:10
2 Mak. 23:92Sa 8:7
2 Mak. 23:91Mak 26:27; 2Mak 5:1
2 Mak. 23:102Mad 11:11
2 Mak. 23:112Mad 11:2
2 Mak. 23:112Sa 1:10; 12:30
2 Mak. 23:11Dhe 17:18
2 Mak. 23:111Sa 10:1
2 Mak. 23:111Sa 10:24
2 Mak. 23:122Mad 11:13
2 Mak. 23:131Mad 7:15; 2Mad 23:3
2 Mak. 23:132Mak 23:1
2 Mak. 23:13Nu 10:10; 1Mak 15:24
2 Mak. 23:131Mad 1:40; Zvi 11:10
2 Mak. 23:131Mad 1:39; 2Mad 9:13
2 Mak. 23:131Mak 25:7
2 Mak. 23:132Mad 11:14
2 Mak. 23:142Mad 11:15
2 Mak. 23:152Mad 11:16
2 Mak. 23:162Mad 11:17; 2Mak 34:31
2 Mak. 23:172Mad 10:27
2 Mak. 23:17Dhe 12:3; 2Mak 34:4, 7
2 Mak. 23:17Eks 32:20
2 Mak. 23:172Mad 11:18
2 Mak. 23:17Dhe 13:5, 9; 1Mad 18:40
2 Mak. 23:181Mak 23:6, 30
2 Mak. 23:18Eks 29:38; Nu 28:2
2 Mak. 23:191Mak 26:1, 13
2 Mak. 23:191Mak 9:26
2 Mak. 23:202Mad 11:9
2 Mak. 23:202Mad 11:19
2 Mak. 23:201Mad 1:13; 7:7
2 Mak. 23:21Zvi 11:10; 29:2
2 Mak. 23:212Mad 11:20
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 23:1-21

2 Makoronike

23 Zvino mugore rechinomwe Jehoyadha+ akaratidza kuti akanga akashinga, akaita sungano nevakuru vemazana,+ vaiti, Azariya mwanakomana waJerohamu, naIshmaeri mwanakomana waJehohanani naAzariya mwanakomana waObhedhi naMaaseya mwanakomana waAdhaya naErishafati mwanakomana waZikri. 2 Pashure paizvozvo vakapota nomuJudha mose, vakaunganidza vaRevhi+ kubva mumaguta ose aJudha nevakuru+ vedzimba dzemadzibaba+ aIsraeri. Naizvozvo vakasvika kuJerusarema. 3 Ungano yose yakabva yaita sungano+ namambo vari muimba+ yaMwari wechokwadi, iye achibva azoti kwavari:

“Tarirai! Mwanakomana+ wamambo achatonga,+ sezvakapikirwa naJehovha pamusoro pevanakomana vaDhavhidhi.+ 4 Izvi ndizvo zvamuchaita: chikamu chenyu chimwe chete pazvikamu zvitatu chichauya pasabata,+ chevapristi+ nevaRevhi,+ chichava vachengeti vemasuo;+ 5 uye chimwe chikamu pazvikamu zvitatu chichava paimba yamambo;+ uye chikamu chimwe chete pazvikamu zvitatu chichava paGedhi reNheyo;+ uye vanhu vose vachava muzvivanze+ zveimba yaJehovha. 6 Musarega chero munhu upi zvake achipinda muimba yaJehovha+ kunze kwevapristi nevaRevhi vaya vanoshumira.+ Ava ndivo vachapinda, nokuti iboka dzvene,+ uye vanhu vose vachachengeta zvavanosungirwa kuti vaite naJehovha. 7 VaRevhi vanofanira kukomba mambo,+ mumwe nomumwe aine zvombo zvake mumaoko ake; uye munhu chero upi zvake anopinda mumba macho, anofanira kuurayiwa. Rambai muina mambo paanopinda nepaanobuda.”

8 Zvino vaRevhi nevaJudha vose vakaita maererano nezvose zvakanga zvarayirwa+ nomupristi Jehoyadha.+ Naizvozvo mumwe nomumwe akatora varume vake vaiuya pasabata, pamwe chete nevaya vaibuda pasabata,+ nokuti mupristi Jehoyadha akanga asina kuita kuti mapoka+ arege basa. 9 Mupristi Jehoyadha akapawo vakuru vemazana+ mapfumo nenhoo, nenhoo dzeraundi+ dzaiva dzaMambo Dhavhidhi,+ dzaiva muimba yaMwari wechokwadi.+ 10 Akaita kuti vanhu vose vamire,+ mumwe nomumwe aine chombo chake chinoita zvokukandwa muruoko rwake, kubvira kurutivi rworudyi rweimba kusvikira kurutivi rworuboshwe rweimba, pedyo neatari uye pedyo neimba, kumativi ose vari pedyo namambo. 11 Vakabva vabudisa mwanakomana wamambo,+ vakaisa korona+ neChipupuriro+ paari, vakamugadza kuti ave mambo, naizvozvo Jehoyadha nevanakomana vake vakamuzodza,+ vakati: “Mambo ngaararame!”+

12 Atariya paakanzwa mheremhere yevanhu vaimhanya vachirumbidza mambo,+ akabva aenda kwaiva nevanhu kuimba yaJehovha. 13 Akatarira, akabva aona mambo amire pedyo nembiru+ yake ari panopindwa napo, machinda+ nevaridzi vemabhosvo+ vari pedyo namambo, uye vanhu vose vomunyika yacho vakanga vachifara,+ vachiridza+ mabhosvo, vaimbi+ vaine zviridzwa nevaya vaipa chiratidzo chokuti kurumbidza kuitwe. Atariya akabva abvarura nguo dzake akati: “Ndamukirwa! Ndamukirwa!”+ 14 Asi mupristi Jehoyadha akabudisa vakuru vemazana, vakagadzwa veuto rehondo, akati kwavari: “Mubvisei pakati pemitsara;+ uye ani naani anomutevera, anofanira kuurayiwa nebakatwa!” Nokuti mupristi akanga ati: “Musamuurayira paimba yaJehovha.” 15 Naizvozvo vakamubata. Paakasvika paipindwa napo pagedhi remabhiza reimba yamambo, vakabva vamuurayira ipapo.+

16 Jehoyadha akabva aita sungano nevanhu vose namambo yokuti vaizoramba vari vanhu+ vaJehovha. 17 Pashure paizvozvo, vanhu vose vakaenda kuimba yaBhaari, vakaiputsa;+ uye vakaputsa atari+ dzake nemifananidzo yake,+ vakaurayira Metani+ mupristi waBhaari+ pamberi peatari dzacho. 18 Jehoyadha akagadzawo vapristi nevaRevhi pamabasa eimba yaJehovha, vaya vakanga vaiswa mumapoka naDhavhidhi+ kuti vatarisire imba yaJehovha kuti vape zvinopiwa zvinopiswa zvaJehovha maererano nezvakanyorwa mumutemo waMosesi,+ vachifara uye vachiimba rwiyo sezvakanga zvarayirwa naDhavhidhi. 19 Naizvozvo akamisa vachengeti vemagedhi+ pedyo nemagedhi+ eimba yaJehovha kuitira kuti munhu chero upi zvake asina kuchena arege kupinda. 20 Zvino akatora vakuru vemazana+ nevaikudzwa nevatongi vevanhu nevanhu vose vomunyika yacho, vakaenda namambo achibva muimba yaJehovha.+ Vakabva vapinda nepagedhi rokumusoro vachienda kuimba yamambo, vakaita kuti mambo agare pachigaro choumambo.+ 21 Vanhu vose vomunyika yacho vakaramba vachifara;+ uye guta harina kuva nechainetsa, uye ivo vakanga vauraya Atariya nebakatwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe