6 Naizvozvo mambo akashevedza Jehoyadha mukuru wacho, akati kwaari:+ “Nei usina kuita kuti vaRevhi vazvidavirire pamusoro pokuunza mutero mutsvene wakarayirwa naMosesi+ mushumiri waJehovha kuna Judha nokuJerusarema, kunyange uya weungano yaIsraeri, nokuda kwetende reChipupuriro?+