RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 24
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 24:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:21; 2VaK 3:5
  • +2Mad 12:1
  • +Ge 21:14; 2Sa 3:10

2 Makoronike 24:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:11
  • +2Mak 26:4
  • +2Mad 12:2

2 Makoronike 24:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 127:3

2 Makoronike 24:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:5; 2Mak 34:8

2 Makoronike 24:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:4
  • +2Mak 29:3; 34:9
  • +2Mad 12:5
  • +2Mad 12:6; Zvi 10:4; Mup 10:18

2 Makoronike 24:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:7
  • +Eks 30:12, 13, 14, 16
  • +Nu 1:50; Mab 7:44

2 Makoronike 24:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 22:3
  • +2Mak 28:24
  • +Dhe 32:17; Eze 16:17; Ho 2:13
  • +2Mad 12:4; 14:14

2 Makoronike 24:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:9; Mk 12:41

2 Makoronike 24:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 10:32; Mt 17:24
  • +Eks 30:12, 13, 14, 16

2 Makoronike 24:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:1
  • +1Mak 29:9; Isa 64:5; Mab 2:46
  • +2Mad 22:9

2 Makoronike 24:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:9
  • +2Mad 22:9
  • +2Mad 12:10

2 Makoronike 24:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:18
  • +2Mad 12:11
  • +1Mad 5:17
  • +2Mak 34:11
  • +2Mad 12:12
  • +2Mak 34:8

2 Makoronike 24:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:12

2 Makoronike 24:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:50
  • +Eks 37:16; Nu 7:84
  • +2Mak 4:21, 22
  • +Eks 29:28; Nu 28:3

2 Makoronike 24:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:16

2 Makoronike 24:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:10; 2Mak 24:25; Mab 2:29
  • +2Mak 23:1; Zvi 10:7; VaH 6:10

2 Makoronike 24:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:1
  • +Zvi 11:9; 29:12

2 Makoronike 24:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:23
  • +1Mad 14:9
  • +Ne 9:26; Pis 102:10

2 Makoronike 24:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:13; Jer 7:25
  • +2Mak 36:16

2 Makoronike 24:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:25; 2Mak 15:1; 20:14; 2Pe 1:21
  • +Vat 6:34; 1Mak 12:18
  • +Ru 11:51
  • +2Mak 23:11
  • +Nu 14:41; 1Sa 13:13; Zek 7:11
  • +Dhe 29:25; 1Mak 28:9; 2Mak 15:2; Jer 2:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1990, p. 24

2 Makoronike 24:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 11:19; 18:18
  • +Mt 23:35; Ru 11:51; Mab 7:58

2 Makoronike 24:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 6:14; Zvi 17:13
  • +Ge 9:5; Pis 94:1; Jer 11:20; VaH 10:30; Jud 9

2 Makoronike 24:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 20:22
  • +2Mad 12:17
  • +Dhe 32:35
  • +2Mak 24:17
  • +Ge 14:15; 1Mak 18:5

2 Makoronike 24:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:37; Dhe 32:30
  • +Re 26:25; Dhe 28:25
  • +2Mak 22:8; Isa 10:5; Ha 1:12

2 Makoronike 24:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:22; 2Mak 21:18
  • +2Mad 14:19
  • +Ge 9:5; 2Mak 24:21; Ru 11:51; Zva 16:6
  • +2Mak 24:20
  • +2Sa 4:7; 2Mad 12:20
  • +2Sa 5:9; 1Mad 2:10
  • +2Mak 21:20; 28:27; Pis 69:28

2 Makoronike 24:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:21

2 Makoronike 24:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 24:20
  • +2Mak 24:13
  • +2Mad 12:19; 2Mak 20:34
  • +2Mad 12:21; 1Mak 3:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 24:12Mad 11:21; 2VaK 3:5
2 Mak. 24:12Mad 12:1
2 Mak. 24:1Ge 21:14; 2Sa 3:10
2 Mak. 24:21Mak 3:11
2 Mak. 24:22Mak 26:4
2 Mak. 24:22Mad 12:2
2 Mak. 24:3Pis 127:3
2 Mak. 24:42Mad 22:5; 2Mak 34:8
2 Mak. 24:52Mad 12:4
2 Mak. 24:52Mak 29:3; 34:9
2 Mak. 24:52Mad 12:5
2 Mak. 24:52Mad 12:6; Zvi 10:4; Mup 10:18
2 Mak. 24:62Mad 12:7
2 Mak. 24:6Eks 30:12, 13, 14, 16
2 Mak. 24:6Nu 1:50; Mab 7:44
2 Mak. 24:72Mak 22:3
2 Mak. 24:72Mak 28:24
2 Mak. 24:7Dhe 32:17; Eze 16:17; Ho 2:13
2 Mak. 24:72Mad 12:4; 14:14
2 Mak. 24:82Mad 12:9; Mk 12:41
2 Mak. 24:9Ne 10:32; Mt 17:24
2 Mak. 24:9Eks 30:12, 13, 14, 16
2 Mak. 24:101Mak 28:1
2 Mak. 24:101Mak 29:9; Isa 64:5; Mab 2:46
2 Mak. 24:102Mad 22:9
2 Mak. 24:112Mak 34:9
2 Mak. 24:112Mad 22:9
2 Mak. 24:112Mad 12:10
2 Mak. 24:121Ti 5:18
2 Mak. 24:122Mad 12:11
2 Mak. 24:121Mad 5:17
2 Mak. 24:122Mak 34:11
2 Mak. 24:122Mad 12:12
2 Mak. 24:122Mak 34:8
2 Mak. 24:132Mak 34:12
2 Mak. 24:141Mad 7:50
2 Mak. 24:14Eks 37:16; Nu 7:84
2 Mak. 24:142Mak 4:21, 22
2 Mak. 24:14Eks 29:28; Nu 28:3
2 Mak. 24:15Pis 91:16
2 Mak. 24:161Mad 2:10; 2Mak 24:25; Mab 2:29
2 Mak. 24:162Mak 23:1; Zvi 10:7; VaH 6:10
2 Mak. 24:171Mak 28:1
2 Mak. 24:17Zvi 11:9; 29:12
2 Mak. 24:181Mad 14:23
2 Mak. 24:181Mad 14:9
2 Mak. 24:18Ne 9:26; Pis 102:10
2 Mak. 24:192Mad 17:13; Jer 7:25
2 Mak. 24:192Mak 36:16
2 Mak. 24:20Nu 11:25; 2Mak 15:1; 20:14; 2Pe 1:21
2 Mak. 24:20Vat 6:34; 1Mak 12:18
2 Mak. 24:20Ru 11:51
2 Mak. 24:202Mak 23:11
2 Mak. 24:20Nu 14:41; 1Sa 13:13; Zek 7:11
2 Mak. 24:20Dhe 29:25; 1Mak 28:9; 2Mak 15:2; Jer 2:19
2 Mak. 24:21Jer 11:19; 18:18
2 Mak. 24:21Mt 23:35; Ru 11:51; Mab 7:58
2 Mak. 24:22Job 6:14; Zvi 17:13
2 Mak. 24:22Ge 9:5; Pis 94:1; Jer 11:20; VaH 10:30; Jud 9
2 Mak. 24:231Mad 20:22
2 Mak. 24:232Mad 12:17
2 Mak. 24:23Dhe 32:35
2 Mak. 24:232Mak 24:17
2 Mak. 24:23Ge 14:15; 1Mak 18:5
2 Mak. 24:24Re 26:37; Dhe 32:30
2 Mak. 24:24Re 26:25; Dhe 28:25
2 Mak. 24:242Mak 22:8; Isa 10:5; Ha 1:12
2 Mak. 24:25Dhe 28:22; 2Mak 21:18
2 Mak. 24:252Mad 14:19
2 Mak. 24:25Ge 9:5; 2Mak 24:21; Ru 11:51; Zva 16:6
2 Mak. 24:252Mak 24:20
2 Mak. 24:252Sa 4:7; 2Mad 12:20
2 Mak. 24:252Sa 5:9; 1Mad 2:10
2 Mak. 24:252Mak 21:20; 28:27; Pis 69:28
2 Mak. 24:262Mad 12:21
2 Mak. 24:272Mak 24:20
2 Mak. 24:272Mak 24:13
2 Mak. 24:272Mad 12:19; 2Mak 20:34
2 Mak. 24:272Mad 12:21; 1Mak 3:12
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 24:1-27

2 Makoronike

24 Jehoashi akanga aine makore manomwe paakatanga kutonga,+ uye akatonga kwemakore makumi mana ari muJerusarema.+ Amai vake vainzi Zibhiya wokuBheeri-shebha.+ 2 Jehoashi+ akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha+ mazuva ose omupristi Jehoyadha.+ 3 Jehoyadha akamuwanira madzimai maviri, akabereka vanakomana nevanasikana.+

4 Zvino pashure peizvi Jehoashi akava nechido mumwoyo make chokuti agadziridze imba yaJehovha.+ 5 Naizvozvo akaunganidza vapristi+ nevaRevhi, akati kwavari: “Endai kumaguta aJudha muunganidze mari kubva kuvaIsraeri vose yokugadzirisa+ imba yaMwari wenyu gore negore;+ uye imi mukurumidzire nyaya iyi.” Asi vaRevhi havana kukurumidza.+ 6 Naizvozvo mambo akashevedza Jehoyadha mukuru wacho, akati kwaari:+ “Nei usina kuita kuti vaRevhi vazvidavirire pamusoro pokuunza mutero mutsvene wakarayirwa naMosesi+ mushumiri waJehovha kuna Judha nokuJerusarema, kunyange uya weungano yaIsraeri, nokuda kwetende reChipupuriro?+ 7 Nokuti vanakomana vaAtariya,+ mukadzi uya akaipa, vakanga vapaza, vakapinda muimba yaMwari wechokwadi,+ uye vakanga vapa vanaBhaari+ zvinhu zvose zvitsvene+ zveimba yaJehovha.” 8 Mambo akabva ataura shoko, naizvozvo vakagadzira bhokisi,+ vakariisa kunze pagedhi reimba yaJehovha. 9 Pashure paizvozvo vakaparadzira shoko muJudha mose nomuJerusarema kuti vaunzire Jehovha mutero+ mutsvene wakarayirwa vaIsraeri vari murenje naMosesi+ mushumiri waMwari wechokwadi. 10 Machinda+ ose nevanhu vose vakatanga kufara,+ vakaramba vachiuya nawo uye vachiuisa mubhokisi+ kusvikira vose vapa.

11 Zvino panguva yakafanira aiendesa bhokisi rakatakurwa nevaRevhi+ kuti rinotarisirwa namambo, uye pavaingoona kuti makanga mava nemari yakawanda,+ munyori+ wamambo nomumiririri womupristi mukuru vaiuya, vobva vakutura zvaiva mubhokisi, voritakura, voridzorera panzvimbo yaro. Ndizvo zvavaiita zuva nezuva, zvokuti vakaunganidza mari zhinji. 12 Mambo naJehoyadha vaibva vaipa vanhu vaiita+ basa reimba yaJehovha,+ uye vaibhadhara vacheki vematombo+ nemhizha+ kuti vavandudze imba yaJehovha,+ nevapfuri vesimbi nemhangura kuti vagadziridze imba yaJehovha.+ 13 Vanhu vaiita basa vakatanga kushanda,+ vakaita kuti basa rokugadzira rirambe richienderera mberi, vakazoita kuti imba yaMwari wechokwadi imire sokuvakwa kwayaifanira kuitwa, vakaisimbisa. 14 Pavakanga vangopedza vakaunza mari yakanga yasara pamberi pamambo naJehoyadha, vakagadzira midziyo yeimba yaJehovha, midziyo yokushumira nayo+ neyokupa nayo zvinopiwa nemakapu+ nemidziyo yendarama+ neyesirivha; uye nguva dzose vaibayira zvibayiro zvinopiswa+ muimba yaJehovha mazuva ose aJehoyadha.

15 Zvino Jehoyadha akakwegura, akagutswa nemakore,+ akazofa, uye akanga ava nemakore zana nemakumi matatu paakafa. 16 Naizvozvo vakamuviga muGuta raDhavhidhi pamwe chete nemadzimambo,+ nokuti akanga aita zvakanaka pakati paIsraeri+ uye kuna Mwari wechokwadi neimba Yake.

17 Zvino pashure pokunge Jehoyadha afa machinda+ aJudha akapinda, akakotamira mambo. Panguva iyoyo mambo akaateerera.+ 18 Zvishoma nezvishoma vakasiya imba yaJehovha Mwari wemadzitateguru avo, vakatanga kushumira matanda matsvene+ nezvidhori,+ zvokuti Judha neJerusarema zvakatsamwirwa nokuda kwemhosva yavo iyi.+ 19 Iye akaramba achituma vaprofita+ pakati pavo kuti vavadzose kuna Jehovha; uye vakaramba vachivapupurira, asi havana kuteerera.+

20 Zvino mudzimu+ waMwari wakafukidza+ Zekariya+ mwanakomana womupristi Jehoyadha,+ zvokuti akamira pakanga pakakwirira pamberi pevanhu, akati kwavari: “Zvanzi naMwari wechokwadi, ‘Muri kudarikirei mirayiro yaJehovha, zvokuti hamungabudiriri?+ Zvamakasiya Jehovha, iye achakusiyaiwo.’”+ 21 Vakazomumukira,+ vakamutema nematombo+ varayirwa namambo muchivanze cheimba yaJehovha. 22 Mambo Jehoashi haana kuyeuka mutsa worudo waakanga aitirwa nababa vake Jehoyadha,+ zvokuti akauraya mwanakomana wake, uyo akataura paakanga ava kufa, kuti: “Jehovha ngaazvione, atsive.”+

23 Zvino pakupera+ kwegore, uto rehondo reSiriya+ rakauya kuzomurwisa,+ vakapinda nechisimba muJudha nomuJerusarema. Vakabva vaparadza machinda+ ose evanhu pakati pevanhu, uye zvavakapamba zvose vakazvitumira kuna mambo weDhamasiko.+ 24 Nokuti uto rehondo reSiriya rakapinda nechisimba riine varume vashoma,+ Jehovha akaisa uto rehondo guru kwazvo muruoko rwavo,+ nokuti vakanga vasiya Jehovha Mwari wemadzitateguru avo; uye vakaitira Jehoashi zvakanga zvatongwa.+ 25 Pavakamusiya (nokuti vakamusiya aine hosha dzakawanda),+ vashandi vake vakamumukira+ nokuda kweropa+ revanakomana vomupristi Jehoyadha;+ uye vakamuurayira pamubhedha wake, zvokuti akafa.+ Vakabva vamuviga muGuta raDhavhidhi,+ asi havana kumuviga munzvimbo yemakuva emadzimambo.+

26 Ava ndivo vakamumukira: Zabhadhi+ mwanakomana waShimeyati mukadzi muAmoni naJehozabhadhi mwanakomana waShimriti mukadzi muMoabhi. 27 Kana vari vanakomana vake, nokuwanda kwezvirevo zvaakataurirwa+ uye kuvakwa kwenheyo+ yeimba yaMwari wechokwadi, tarirai zvakanyorwa mune zvakadudzirwa muBhuku+ reMadzimambo. Mwanakomana wake Amaziya+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe