Numeri 10:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Naizvozvo vakabva pagomo raJehovha+ vakafamba rwendo rwemazuva matatu, uye areka yesungano yaJehovha+ yaivatungamirira kworwendo rwemazuva matatu kuti ivatsvakire nzvimbo yokuzorora.+ 1 Makoronike 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino Dhavhidhi paakangotanga kugara muimba yake,+ Dhavhidhi akati kumuprofita Natani:+ “Tarirai ini ndiri kugara muimba yemisidhari,+ asi areka+ yesungano yaJehovha iri mumachira etende.”+ VaHebheru 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iyoyi yaiva nomudziyo wendarama+ wokupisira zvinonhuhwirira uye areka yesungano+ yakanga yakafukidzwa mativi ose nendarama,+ maiva nechirongo chendarama chaiva nemana+ netsvimbo yaAroni yakanga yakatungira+ uye mahwendefa+ esungano;
33 Naizvozvo vakabva pagomo raJehovha+ vakafamba rwendo rwemazuva matatu, uye areka yesungano yaJehovha+ yaivatungamirira kworwendo rwemazuva matatu kuti ivatsvakire nzvimbo yokuzorora.+
17 Zvino Dhavhidhi paakangotanga kugara muimba yake,+ Dhavhidhi akati kumuprofita Natani:+ “Tarirai ini ndiri kugara muimba yemisidhari,+ asi areka+ yesungano yaJehovha iri mumachira etende.”+
4 Iyoyi yaiva nomudziyo wendarama+ wokupisira zvinonhuhwirira uye areka yesungano+ yakanga yakafukidzwa mativi ose nendarama,+ maiva nechirongo chendarama chaiva nemana+ netsvimbo yaAroni yakanga yakatungira+ uye mahwendefa+ esungano;