RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 105:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Zvirumbidzei nokuda kwezita rake dzvene.+

      Mwoyo yevaya vari kutsvaka Jehovha ngaifare.+

  • Isaya 45:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Vana+ vose vaIsraeri vachava vakarurama+ muna Jehovha uye vachazvirumbidza.’”+

  • Jeremiya 9:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • 2 VaKorinde 10:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Asi anozvirumbidza, ngaazvirumbidze muna Jehovha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe