2 Samueri 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino Dhavhidhi akati+ kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akati kuna Dhavhidhi: “Saka, Jehovha aregawo chivi chenyu kuti chipfuure.+ Hamuzofi.+
13 Zvino Dhavhidhi akati+ kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akati kuna Dhavhidhi: “Saka, Jehovha aregawo chivi chenyu kuti chipfuure.+ Hamuzofi.+