Eksodho 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+ Pisarema 32:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Anofara munhu anoregererwa kumukira kwake, ane chivi chinofukidzwa.+ Pisarema 130:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti imi munokanganwira zvechokwadi,+Kuti mutyiwe.+ Mika 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+
6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,+ anoregerera kukanganisa nokuregerera kudarika+ kwevakasara venhaka yake?+ Haazorambi akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira mutsa worudo.+