-
1 Makoronike 22:17Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
17 Dhavhidhi akarayirawo machinda ose aIsraeri kuti abatsire mwanakomana wake Soromoni achiti:
-
-
1 Makoronike 28:1Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
28 Zvino Dhavhidhi akaunganidza machinda ose+ aIsraeri, machinda+ emadzinza nemachinda+ emapoka evaya vaishumira mambo nevakuru vezviuru+ nevakuru vemazana+ nevakuru vezvinhu zvose+ nezvipfuwo+ zvamambo nezvevanakomana vake,+ pamwe chete nevakuru vakuru+ nevarume vaiva nesimba,+ ivo varume vose vakashinga, vaiva nesimba, kuJerusarema.
-