1 Makoronike 29:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Zvino mambo Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Mwanakomana wangu Soromoni, uyo asarudzwa naMwari,+ muduku+ uye haana simba, asi basa iguru; nokuti chivako ichi chikuru hachisi chomunhu,+ asi ndechaJehovha Mwari.
29 Zvino mambo Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Mwanakomana wangu Soromoni, uyo asarudzwa naMwari,+ muduku+ uye haana simba, asi basa iguru; nokuti chivako ichi chikuru hachisi chomunhu,+ asi ndechaJehovha Mwari.