Nehemiya 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ava ndivo vakuru vedunhu+ vakagara muJerusarema;+ asi vaIsraeri,+ vapristi+ nevaRevhi+ nevaNetinimu+ nevanakomana vevashandi vaSoromoni,+ vakagara mumaguta aJudha, mumwe nomumwe munzvimbo yake, mumaguta avo.+
3 Ava ndivo vakuru vedunhu+ vakagara muJerusarema;+ asi vaIsraeri,+ vapristi+ nevaRevhi+ nevaNetinimu+ nevanakomana vevashandi vaSoromoni,+ vakagara mumaguta aJudha, mumwe nomumwe munzvimbo yake, mumaguta avo.+