1 Makoronike 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Muroora wake Tamari+ ndiye akamuberekera Perezi+ naZera. Vanakomana vose vaJudha vaiva vashanu. 1 Makoronike 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vanakomana vaZera+ vaiva Zimri naEtani naHemani naKarikori naDhara.+ Vose vaiva vashanu.