RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 2
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Makoronike 2:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:28; 49:2
  • +Ge 35:23; 49:3; 1Mak 5:1
  • +Ge 29:33; 49:5
  • +Ge 29:34
  • +Ge 29:35; 49:8; VaH 7:14
  • +Ge 30:18; 49:14
  • +Ge 30:20; 49:13

1 Makoronike 2:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 30:6; 49:16
  • +Ge 30:24; 49:22
  • +Ge 35:18; 49:27
  • +Ge 30:8; 49:21
  • +Ge 30:11; 49:19
  • +Ge 30:13; 49:20

1 Makoronike 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 38:3
  • +Ge 38:4
  • +Ge 38:5
  • +Ge 38:7

1 Makoronike 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 38:11
  • +Ru 3:33

1 Makoronike 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 26:21

1 Makoronike 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 7:1
  • +1Mad 4:31

1 Makoronike 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 4:1
  • +Jos 7:25
  • +Dhe 7:26; Jos 6:18; 7:11; 22:20

1 Makoronike 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:31

1 Makoronike 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:12
  • +1Sa 27:10
  • +Rut 4:19; Mt 1:3

1 Makoronike 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 4:20; Mt 1:4
  • +Nu 2:3; Ru 3:32

1 Makoronike 2:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 4:21; Ru 3:32
  • +Rut 2:1; Mt 1:5

1 Makoronike 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 4:17
  • +Rut 4:22; 1Sa 16:1; Isa 11:1

1 Makoronike 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:6; 17:13; 1Mak 27:18
  • +1Sa 16:8; 17:13
  • +1Sa 16:9; 1Mak 20:7

1 Makoronike 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:13; 17:12; Mt 1:6; VaR 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 9

    9/15/2002, p. 31

1 Makoronike 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:25
  • +2Sa 16:9; 20:6; 21:17; 23:18; 1Mak 18:12
  • +2Sa 3:39; 8:16; 20:10; 1Mak 11:6
  • +2Sa 2:18; 3:30; 23:24

1 Makoronike 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 19:13; 20:4; 1Mad 2:5
  • +1Mad 2:32

1 Makoronike 2:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:5

1 Makoronike 2:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:50; 4:4
  • +Eks 17:12; 24:14

1 Makoronike 2:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:2
  • +Eks 35:30; 36:1; 37:1; 2Mak 1:5

1 Makoronike 2:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 50:23; Dhe 3:15; 1Mak 7:14
  • +Nu 26:29; Jos 17:1

1 Makoronike 2:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:14; Jos 13:30
  • +Nu 32:41

1 Makoronike 2:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 3:3; 13:38
  • +2Sa 8:6
  • +1Mad 4:13
  • +Nu 32:42

1 Makoronike 2:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:12; Nu 26:21; Rut 4:18; Mt 1:3
  • +1Mak 4:5; Ne 3:5; Amo 1:1

1 Makoronike 2:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:9
  • +1Mak 2:27

1 Makoronike 2:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:25

1 Makoronike 2:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:26

1 Makoronike 2:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:28

1 Makoronike 2:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:34

1 Makoronike 2:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:31
  • +Ge 16:1; 1Sa 30:13

1 Makoronike 2:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:41

1 Makoronike 2:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 2:9

1 Makoronike 2:45

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:58; 2Mak 11:7; Ne 3:16

1 Makoronike 2:49

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:31
  • +Jos 15:57
  • +1Mak 2:18
  • +Jos 15:17; Vat 1:13

1 Makoronike 2:50

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:12; 24:14
  • +1Mak 2:19
  • +1Mak 4:1
  • +Jos 15:9, 60; 1Mak 13:5

1 Makoronike 2:51

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:19; Rut 1:19; 2:4; Mt 2:1; Joh 7:42

1 Makoronike 2:52

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 4:1

1 Makoronike 2:53

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:38; 1Mak 11:40
  • +Vat 13:2; 1Mak 4:2
  • +Jos 15:33; 19:41; Vat 13:25; 16:31

1 Makoronike 2:54

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:19; Rut 1:19; 2:4; Mt 2:1; Joh 7:42
  • +2Sa 23:29

1 Makoronike 2:55

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 4:9
  • +Vat 1:16; 4:11; 1Sa 15:6
  • +2Mad 10:15; Jer 35:6, 19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 2:1Ge 32:28; 49:2
1 Mak. 2:1Ge 35:23; 49:3; 1Mak 5:1
1 Mak. 2:1Ge 29:33; 49:5
1 Mak. 2:1Ge 29:34
1 Mak. 2:1Ge 29:35; 49:8; VaH 7:14
1 Mak. 2:1Ge 30:18; 49:14
1 Mak. 2:1Ge 30:20; 49:13
1 Mak. 2:2Ge 30:6; 49:16
1 Mak. 2:2Ge 30:24; 49:22
1 Mak. 2:2Ge 35:18; 49:27
1 Mak. 2:2Ge 30:8; 49:21
1 Mak. 2:2Ge 30:11; 49:19
1 Mak. 2:2Ge 30:13; 49:20
1 Mak. 2:3Ge 38:3
1 Mak. 2:3Ge 38:4
1 Mak. 2:3Ge 38:5
1 Mak. 2:3Ge 38:7
1 Mak. 2:4Ge 38:11
1 Mak. 2:4Ru 3:33
1 Mak. 2:5Nu 26:21
1 Mak. 2:6Jos 7:1
1 Mak. 2:61Mad 4:31
1 Mak. 2:71Mak 4:1
1 Mak. 2:7Jos 7:25
1 Mak. 2:7Dhe 7:26; Jos 6:18; 7:11; 22:20
1 Mak. 2:81Mad 4:31
1 Mak. 2:9Ge 46:12
1 Mak. 2:91Sa 27:10
1 Mak. 2:9Rut 4:19; Mt 1:3
1 Mak. 2:10Rut 4:20; Mt 1:4
1 Mak. 2:10Nu 2:3; Ru 3:32
1 Mak. 2:11Rut 4:21; Ru 3:32
1 Mak. 2:11Rut 2:1; Mt 1:5
1 Mak. 2:12Rut 4:17
1 Mak. 2:12Rut 4:22; 1Sa 16:1; Isa 11:1
1 Mak. 2:131Sa 16:6; 17:13; 1Mak 27:18
1 Mak. 2:131Sa 16:8; 17:13
1 Mak. 2:131Sa 16:9; 1Mak 20:7
1 Mak. 2:151Sa 16:13; 17:12; Mt 1:6; VaR 1:3
1 Mak. 2:162Sa 17:25
1 Mak. 2:162Sa 16:9; 20:6; 21:17; 23:18; 1Mak 18:12
1 Mak. 2:162Sa 3:39; 8:16; 20:10; 1Mak 11:6
1 Mak. 2:162Sa 2:18; 3:30; 23:24
1 Mak. 2:172Sa 19:13; 20:4; 1Mad 2:5
1 Mak. 2:171Mad 2:32
1 Mak. 2:181Mak 2:5
1 Mak. 2:191Mak 2:50; 4:4
1 Mak. 2:19Eks 17:12; 24:14
1 Mak. 2:20Eks 31:2
1 Mak. 2:20Eks 35:30; 36:1; 37:1; 2Mak 1:5
1 Mak. 2:21Ge 50:23; Dhe 3:15; 1Mak 7:14
1 Mak. 2:21Nu 26:29; Jos 17:1
1 Mak. 2:22Dhe 3:14; Jos 13:30
1 Mak. 2:22Nu 32:41
1 Mak. 2:232Sa 3:3; 13:38
1 Mak. 2:232Sa 8:6
1 Mak. 2:231Mad 4:13
1 Mak. 2:23Nu 32:42
1 Mak. 2:24Ge 46:12; Nu 26:21; Rut 4:18; Mt 1:3
1 Mak. 2:241Mak 4:5; Ne 3:5; Amo 1:1
1 Mak. 2:251Mak 2:9
1 Mak. 2:251Mak 2:27
1 Mak. 2:271Mak 2:25
1 Mak. 2:281Mak 2:26
1 Mak. 2:301Mak 2:28
1 Mak. 2:311Mak 2:34
1 Mak. 2:341Mak 2:31
1 Mak. 2:34Ge 16:1; 1Sa 30:13
1 Mak. 2:361Mak 11:41
1 Mak. 2:421Mak 2:9
1 Mak. 2:45Jos 15:58; 2Mak 11:7; Ne 3:16
1 Mak. 2:49Jos 15:31
1 Mak. 2:49Jos 15:57
1 Mak. 2:491Mak 2:18
1 Mak. 2:49Jos 15:17; Vat 1:13
1 Mak. 2:50Eks 17:12; 24:14
1 Mak. 2:501Mak 2:19
1 Mak. 2:501Mak 4:1
1 Mak. 2:50Jos 15:9, 60; 1Mak 13:5
1 Mak. 2:51Ge 35:19; Rut 1:19; 2:4; Mt 2:1; Joh 7:42
1 Mak. 2:521Mak 4:1
1 Mak. 2:532Sa 23:38; 1Mak 11:40
1 Mak. 2:53Vat 13:2; 1Mak 4:2
1 Mak. 2:53Jos 15:33; 19:41; Vat 13:25; 16:31
1 Mak. 2:54Ge 35:19; Rut 1:19; 2:4; Mt 2:1; Joh 7:42
1 Mak. 2:542Sa 23:29
1 Mak. 2:551Mak 4:9
1 Mak. 2:55Vat 1:16; 4:11; 1Sa 15:6
1 Mak. 2:552Mad 10:15; Jer 35:6, 19
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
  • 55
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Makoronike 2:1-55

1 Makoronike

2 Ava ndivo vaiva vanakomana vaIsraeri:+ Rubheni,+ Simiyoni,+ Revhi+ naJudha,+ Isakari+ naZebhuruni,+ 2 Dhani,+ Josefa+ naBhenjamini,+ Naftari,+ Gadhi+ naAsheri.+

3 Vanakomana vaJudha vaiva Ere+ naOnani+ naShera.+ Akaberekerwa vatatu vacho nomwanasikana waShua, mukadzi muKenani. Ere dangwe raJudha akava akaipa pamberi paJehovha, zvokuti iye akamuuraya.+ 4 Muroora wake Tamari+ ndiye akamuberekera Perezi+ naZera. Vanakomana vose vaJudha vaiva vashanu.

5 Vanakomana vaPerezi vaiva Hezroni naHamuri.+

6 Vanakomana vaZera+ vaiva Zimri naEtani naHemani naKarikori naDhara.+ Vose vaiva vashanu.

7 Vanakomana vaKami+ vaiva Akari, iye akaunzira Israeri dambudziko,+ akaita chinhu chokusatendeka chine chokuita nechinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe zvachose.+

8 Vanakomana vaEtani+ vaiva Azariya.

9 Vanakomana vaHezroni+ vaakaberekerwa vaiva Jerameeri+ naRamu+ naKerubhai.

10 Ramu akabereka Aminadhabhi,+ Aminadhabhi akabereka Nashoni,+ jinda revanakomana vaJudha. 11 Nashoni akabereka Sarima,+ Sarima akabereka Bhoazi.+ 12 Bhoazi akabereka Obhedhi,+ Obhedhi akabereka Jese.+ 13 Jese akabereka Eriyabhi+ dangwe rake, naAbhinadhabhi+ wechipiri, naShimea+ wechitatu, 14 Netaneri wechina, Radhai wechishanu, 15 Ozemu wechitanhatu, Dhavhidhi+ wechinomwe. 16 Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi;+ uye vanakomana vaZeruya vaiva Abhishai+ naJoabhi+ naAsaheri,+ vari vatatu. 17 Abhigairi akabereka Amasa;+ uye baba vaAmasa vaiva Jeteri+ muIshmaeri.

18 Karebhi mwanakomana waHezroni+ akabereka vanakomana naAzubha mudzimai wake uye naJerioti; ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri naShobhabhu naAdhoni. 19 Azubha akazofa. Naizvozvo Karebhi akatora Efrati,+ akazomuberekera Heri+ kwapera nguva yakati. 20 Heri akabereka Urai,+ Urai akabereka Bhezareri.+

21 Hezroni akazorara nomwanasikana waMakiri+ baba vaGiriyedhi.+ Akamuwana paakanga ava nemakore makumi matanhatu, iye akamuberekera Segubhu. 22 Segubhu akabereka Jairi,+ uya akazova nemaguta+ makumi maviri nematatu munyika yeGiriyedhi. 23 Gare gare Geshuri+ neSiriya+ zvakavatorera Havhoti-jairi,+ neKenati+ nemataundi aiva pasi paro, maguta makumi matanhatu. Vose ava vaiva vanakomana vaMakiri baba vaGiriyedhi.

24 Pashure pokunge Hezroni+ afira muKarebhi-efrata, Abhija mudzimai waHezroni akabva amuberekera Ashuri baba vaTekoa.+

25 Vanakomana vaJerameeri+ dangwe raHezroni vaiva Ramu+ wedangwe, kwouya Bhuna naOreni naOzemu, Ahija. 26 Jerameeri akava nomumwe mudzimai, ainzi Atara. Ndiye aiva amai vaOnamu. 27 Vanakomana vaRamu+ dangwe raJerameeri vaiva Maazi naJamini naEkeri. 28 Vanakomana vaOnamu+ vaiva Shamai naJadha. Vanakomana vaShamai vaiva Nadhabhi naAbhishuri. 29 Mudzimai waAbhishuri ainzi Abhihairi, uyo akamuberekera Abhani naMoridhi kwapera nguva yakati. 30 Vanakomana vaNadhabhi+ vaiva Siredhi naApaimu. Asi Siredhi akafa asina vanakomana. 31 Vanakomana vaApaimu vaiva Ishi. Vanakomana vaIshi vaiva Sheshani;+ vanakomana vaSheshani, Arai. 32 Vanakomana vaJadha munun’una waShamai vaiva Jeteri naJonatani. Asi Jeteri akafa asina vanakomana. 33 Vanakomana vaJonatani vaiva Pireti naZaza. Ava ndivo vaiva vanakomana vaJerameeri.

34 Sheshani+ haana kuva nevanakomana, asi vanasikana. Zvino Sheshani aiva nomushandi wokuIjipiti+ ainzi Jaha. 35 Naizvozvo Sheshani akapa mwanasikana wake kumushandi wake Jaha, kuti ave mudzimai wake, uyo akamuberekera Atai kwapera nguva yakati. 36 Atai akabereka Natani, Natani akabereka Zabhadhi.+ 37 Zabhadhi akabereka Efrari, Efrari akabereka Obhedhi. 38 Obhedhi akabereka Jehu, Jehu akabereka Azariya. 39 Azariya akabereka Herezi, Herezi akabereka Ereasa. 40 Ereasa akabereka Sismai, Sismai akabereka Sharumu. 41 Sharumu akabereka Jekamiya, Jekamiya akabereka Erishama.

42 Vanakomana vaKarebhi+ hama yaJerameeri vaiva Mesha dangwe rake, aiva baba vaZifi, nevanakomana vaMarisha baba vaHebroni. 43 Vanakomana vaHebroni vaiva Kora naTapua naRekemu naShema. 44 Shema akabereka Rahamu baba vaJokeyamu, Rekemu akabereka Shamai. 45 Mwanakomana waShamai aiva Maoni; uye Maoni ndiye aiva baba vaBheti-zuri.+ 46 Efa murongo waKarebhi akabereka Harani naMoza naGazezi. Harani akabereka Gazezi. 47 Vanakomana vaJadhayi vaiva Regemu naJotamu naGeshani naPereti naEfa naShaafi. 48 Maaka murongo waKarebhi akabereka Shebheri naTihana. 49 Kwapera nguva yakati, akabereka Shaafi baba vaMadmana,+ Shevha baba vaMakibhena nababa vaGibheya.+ Mwanasikana waKarebhi+ aiva Akisa.+ 50 Ava ndivo vaiva vanakomana vaKarebhi.

Vanakomana vaHeri+ dangwe raEfrata+ vaiva: Shobhari+ baba vaKiriyati-jearimu,+ 51 Sarima baba vaBhetrehema,+ Harefi baba vaBheti-gadheri. 52 Shobhari+ baba vaKiriyati-jearimu vakava nevanakomana vaiti: Haroi, hafu yevaMenuhoti. 53 Mhuri dzaKiriyati-jearimu dzaiva vaItri+ nevaPuti nevaShumati nevaMishrai. VaZora+ nevaEshtaori+ vakabva kune ivava. 54 Vanakomana vaSarima vaiva Bhetrehema+ nevaNetofa,+ Atroti-bheti-joabhi nehafu yevaManahati, vaZori. 55 Mhuri dzevanyori dzaigara kuJabhezi+ dzaiva vaTirati, vaShimeyati, vaSukati. Ava ndivo vaiva vaKeni+ vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe