Numeri 26:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vanakomana vaEriyabhi vaiva: Nemueri naDhatani naAbhiramu. Dhatani+ uyu naAbhiramu+ vaiva vaya vaishevedzwa kuti vaungane, vakarwa naMosesi naAroni muungano yaKora,+ pavakarwa naJehovha.
9 Vanakomana vaEriyabhi vaiva: Nemueri naDhatani naAbhiramu. Dhatani+ uyu naAbhiramu+ vaiva vaya vaishevedzwa kuti vaungane, vakarwa naMosesi naAroni muungano yaKora,+ pavakarwa naJehovha.