1 Madzimambo 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 VaIsraeri vose vachamuchema,+ vomuviga, nokuti uyu chete pane vaJerobhoamu ndiye achaiswa muguva; nokuti chimwe chinhu chakanaka kuna Jehovha Mwari waIsraeri chawanikwa maari muimba yaJerobhoamu.+ 2 Makoronike 17:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti akatsvaka Mwari wababa vake,+ uye akafamba mumurayiro wake,+ asingaiti maererano nezvaiitwa naIsraeri.+
13 VaIsraeri vose vachamuchema,+ vomuviga, nokuti uyu chete pane vaJerobhoamu ndiye achaiswa muguva; nokuti chimwe chinhu chakanaka kuna Jehovha Mwari waIsraeri chawanikwa maari muimba yaJerobhoamu.+
4 Nokuti akatsvaka Mwari wababa vake,+ uye akafamba mumurayiro wake,+ asingaiti maererano nezvaiitwa naIsraeri.+