Dheuteronomi 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+ 2 Makoronike 26:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Akaramba achida kutsvaka+ Mwari mumazuva aZekariya, murayiridzi aidzidzisa kutya Mwari wechokwadi;+ uye mumazuva okutsvaka kwake Jehovha, Mwari wechokwadi akaita kuti abudirire.+
29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+
5 Akaramba achida kutsvaka+ Mwari mumazuva aZekariya, murayiridzi aidzidzisa kutya Mwari wechokwadi;+ uye mumazuva okutsvaka kwake Jehovha, Mwari wechokwadi akaita kuti abudirire.+