Genesisi 21:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Pashure paizvozvo akadyara mutamarisiki paBheeri-shebha akadana zita raJehovha ipapo,+ iye Mwari aripo nokusingagumi.+ Vatongi 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo vanakomana vose vaIsraeri vakabuda+ uye ungano yacho yakaungana pamwe chete+ pamberi paJehovha kuMizpa+, kubvira kuDhani+ kusvikira kuBheeri-shebha+ pamwe chete nenyika yeGiriyedhi.+
33 Pashure paizvozvo akadyara mutamarisiki paBheeri-shebha akadana zita raJehovha ipapo,+ iye Mwari aripo nokusingagumi.+
20 Naizvozvo vanakomana vose vaIsraeri vakabuda+ uye ungano yacho yakaungana pamwe chete+ pamberi paJehovha kuMizpa+, kubvira kuDhani+ kusvikira kuBheeri-shebha+ pamwe chete nenyika yeGiriyedhi.+