Dheuteronomi 31:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha ndiye ari kufamba pamberi pako. Acharamba ainewe.+ Haazokuregi kana kukusiya zvachose. Usatya kana kuvhunduka.”+ Joshua 10:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Joshua akati kwavari: “Musatya kana kuvhunduka.+ Shingai, musimbe, nokuti Jehovha achaitira vavengi venyu vose vamuri kurwa navo saizvozvi.”+
8 Jehovha ndiye ari kufamba pamberi pako. Acharamba ainewe.+ Haazokuregi kana kukusiya zvachose. Usatya kana kuvhunduka.”+
25 Joshua akati kwavari: “Musatya kana kuvhunduka.+ Shingai, musimbe, nokuti Jehovha achaitira vavengi venyu vose vamuri kurwa navo saizvozvi.”+