1 Samueri 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino Hana akanyengetera+ akati:“Mwoyo wangu unopembera nomufaro nokuda kwaJehovha,+Chokwadi simba rangu rinokwidziridzwa nokuda kwaJehovha.+Muromo wangu wakashamira vavengi vangu,Nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu.+ Nehemiya 12:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Pazuva iroro vakabayira zvibayiro zvakawanda,+ vakafara,+ nokuti Mwari wechokwadi akaita kuti vafare kwazvo.+ Naivowo vakadzi+ nevana+ vakafara, zvokuti kufara kweJerusarema kwaigona kunzwika kure.+ Pisarema 20:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tichashevedzera tichifarira kuponesa kwenyu,+Tichasimudza mireza yedu muzita raMwari wedu.+Jehovha ngaaite zvose zvamunokumbira.+ Pisarema 30:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Ndichakukudzai, haiwa Jehovha, nokuti makandisimudza+Uye hamuna kuita kuti vavengi vangu vafare pamusoro pangu.+
2 Zvino Hana akanyengetera+ akati:“Mwoyo wangu unopembera nomufaro nokuda kwaJehovha,+Chokwadi simba rangu rinokwidziridzwa nokuda kwaJehovha.+Muromo wangu wakashamira vavengi vangu,Nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu.+
43 Pazuva iroro vakabayira zvibayiro zvakawanda,+ vakafara,+ nokuti Mwari wechokwadi akaita kuti vafare kwazvo.+ Naivowo vakadzi+ nevana+ vakafara, zvokuti kufara kweJerusarema kwaigona kunzwika kure.+
5 Tichashevedzera tichifarira kuponesa kwenyu,+Tichasimudza mireza yedu muzita raMwari wedu.+Jehovha ngaaite zvose zvamunokumbira.+
30 Ndichakukudzai, haiwa Jehovha, nokuti makandisimudza+Uye hamuna kuita kuti vavengi vangu vafare pamusoro pangu.+