1 Samueri 17:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Dhavhidhi akatiwo kumuFiristiya wacho: “Uri kuuya kwandiri nebakatwa nepfumo uye nepfumo duku,+ asi ini ndiri kuuya kwauri ndichishandisa zita raJehovha wemauto,+ Mwari wemauto akarongwa evaIsraeri, wawashora.+
45 Dhavhidhi akatiwo kumuFiristiya wacho: “Uri kuuya kwandiri nebakatwa nepfumo uye nepfumo duku,+ asi ini ndiri kuuya kwauri ndichishandisa zita raJehovha wemauto,+ Mwari wemauto akarongwa evaIsraeri, wawashora.+