4 Jehoashi akati kuvapristi:+ “Mari yose yezvinopiwa zvitsvene+ inounzwa kuimba yaJehovha,+ mari inosarudzirwa munhu mumwe nomumwe,+ mari yemweya yacho maererano nokutemerwa kwomunhu,+ mari yose inobva pamwoyo womunhu mumwe nomumwe kuti auye nayo kuimba yaJehovha,+