2 Madzimambo 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino negore rechimakumi maviri nematatu raMambo Jehoashi, vapristi vakanga vasati vagadzira nzvimbo dzakanga dzakatsemuka dzeimba yacho.+ Zvirevo 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu anoshanda akarembedza maoko achava murombo,+ asi ruoko rwomunhu anoshingaira ruchamupfumisa.+ Muparidzi 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Usimbe hwakanyanyisa hunoita kuti denga remapango riwire mukati, uye kurembedza maoko kunoita kuti imba idonhe.+
6 Zvino negore rechimakumi maviri nematatu raMambo Jehoashi, vapristi vakanga vasati vagadzira nzvimbo dzakanga dzakatsemuka dzeimba yacho.+
4 Munhu anoshanda akarembedza maoko achava murombo,+ asi ruoko rwomunhu anoshingaira ruchamupfumisa.+
18 Usimbe hwakanyanyisa hunoita kuti denga remapango riwire mukati, uye kurembedza maoko kunoita kuti imba idonhe.+