2 Makoronike 24:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino pashure pokunge Jehoyadha afa machinda+ aJudha akapinda, akakotamira mambo. Panguva iyoyo mambo akaateerera.+
17 Zvino pashure pokunge Jehoyadha afa machinda+ aJudha akapinda, akakotamira mambo. Panguva iyoyo mambo akaateerera.+