2 Madzimambo 16:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akafamba nenzira yemadzimambo aIsraeri,+ akapinzawo mwanakomana wake mumoto,+ maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha nokuda kwevanakomana vaIsraeri.
3 Akafamba nenzira yemadzimambo aIsraeri,+ akapinzawo mwanakomana wake mumoto,+ maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha nokuda kwevanakomana vaIsraeri.