Numeri 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino muKenani, mambo weAradhi,+ aigara muNegebhu,+ akanzwa kuti vaIsraeri vakanga vauya nenzira yokuAtarimu, uye akatanga kurwa nevaIsraeri, akatapa vamwe vavo. Dheuteronomi 34:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 neNegebhu+ noRuwa,+ bani reJeriko, guta remichindwe,+ kusvikira kuZoari.+ 2 Samueri 24:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vakabva vasvika kunhare yeTire+ nemaguta ose evaHivhi+ neevaKenani, vakasvika kwokupedzisira muNegebhu+ yaJudha kuBheeri-shebha.+
21 Zvino muKenani, mambo weAradhi,+ aigara muNegebhu,+ akanzwa kuti vaIsraeri vakanga vauya nenzira yokuAtarimu, uye akatanga kurwa nevaIsraeri, akatapa vamwe vavo.
7 Vakabva vasvika kunhare yeTire+ nemaguta ose evaHivhi+ neevaKenani, vakasvika kwokupedzisira muNegebhu+ yaJudha kuBheeri-shebha.+