RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 34
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Dheuteronomi 34:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 27:12; Dhe 32:49
  • +Nu 21:20; Dhe 3:27
  • +Nu 36:13
  • +Jos 19:47; Vat 18:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Nyika Yakanaka’, pp. 8-9

Dheuteronomi 34:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:31; Nu 34:6; Dhe 11:24

Dheuteronomi 34:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:1
  • +Ge 13:10; 1Mad 7:46
  • +2Mak 28:15
  • +Ge 19:22; Isa 15:5

Dheuteronomi 34:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dhe 34:4 Kureva, “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 26:3; 28:13
  • +Nu 20:12; Dhe 32:52

Dheuteronomi 34:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 12:7; Mar 4:4
  • +Dhe 32:50; Jos 1:2

Dheuteronomi 34:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:29
  • +Mab 2:31; Jud 9

Dheuteronomi 34:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:2; Mab 7:23, 30, 36
  • +Ge 27:1; 48:10
  • +Jos 14:11

Dheuteronomi 34:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:29

Dheuteronomi 34:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:10; 6:34; 1Mad 3:12
  • +Nu 27:18; Dhe 31:14; Mab 6:6; 1Ti 4:14
  • +Nu 27:21; Jos 1:16; VaH 13:17

Dheuteronomi 34:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 18:15; Mab 3:22; 7:37
  • +Eks 33:11, 20; Nu 12:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1997, pp. 4-5

Dheuteronomi 34:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:34; Pis 78:43

Dheuteronomi 34:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:19; Dhe 26:8; Ru 24:19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Dheut. 34:1Nu 27:12; Dhe 32:49
Dheut. 34:1Nu 21:20; Dhe 3:27
Dheut. 34:1Nu 36:13
Dheut. 34:1Jos 19:47; Vat 18:29
Dheut. 34:2Eks 23:31; Nu 34:6; Dhe 11:24
Dheut. 34:3Jos 15:1
Dheut. 34:3Ge 13:10; 1Mad 7:46
Dheut. 34:32Mak 28:15
Dheut. 34:3Ge 19:22; Isa 15:5
Dheut. 34:4Ge 12:7; 26:3; 28:13
Dheut. 34:4Nu 20:12; Dhe 32:52
Dheut. 34:5Nu 12:7; Mar 4:4
Dheut. 34:5Dhe 32:50; Jos 1:2
Dheut. 34:6Dhe 3:29
Dheut. 34:6Mab 2:31; Jud 9
Dheut. 34:7Dhe 31:2; Mab 7:23, 30, 36
Dheut. 34:7Ge 27:1; 48:10
Dheut. 34:7Jos 14:11
Dheut. 34:8Nu 20:29
Dheut. 34:9Vat 3:10; 6:34; 1Mad 3:12
Dheut. 34:9Nu 27:18; Dhe 31:14; Mab 6:6; 1Ti 4:14
Dheut. 34:9Nu 27:21; Jos 1:16; VaH 13:17
Dheut. 34:10Dhe 18:15; Mab 3:22; 7:37
Dheut. 34:10Eks 33:11, 20; Nu 12:8
Dheut. 34:11Dhe 4:34; Pis 78:43
Dheut. 34:12Eks 3:19; Dhe 26:8; Ru 24:19
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
Dheuteronomi 34:1-12

Dheuteronomi

34 Mosesi akabva akwira muGomo reNebho,+ pamusoro pePisga,+ rakatarisana neJeriko,+ achibva mumapani erenje eMoabhi. Jehovha akamuratidza nyika yose, Giriyedhi kusvikira kuDhani,+ 2 nyika yaNaftari yose nenyika yaEfremu naManase nenyika yose yaJudha kusvikira kugungwa riri nechokumavirira,+ 3 neNegebhu+ noRuwa,+ bani reJeriko, guta remichindwe,+ kusvikira kuZoari.+

4 Zvino Jehovha akati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, zvausingazoyambukiri kwairi.”+

5 Pashure paizvozvo, Mosesi mushumiri waJehovha+ akafira imomo munyika yeMoabhi sezvakanga zvarayirwa naJehovha.+ 6 Iye akamuviga mumupata uri munyika yeMoabhi pakatarisana neBheti-peori,+ uye hapana anoziva guva rake kusvikira nhasi.+ 7 Mosesi akanga ava nemakore zana nemakumi maviri paakafa.+ Maziso ake akanga achiri kuona,+ uye simba rake rakanga risati rapera.+ 8 Vanakomana vaIsraeri vakachema Mosesi pamapani erenje eMoabhi kwemazuva makumi matatu.+ Mazuva okuchema enguva yokuchema Mosesi akazopera.

9 Zvino Joshua mwanakomana waNuni akanga azere nomudzimu wouchenjeri,+ nokuti Mosesi akanga aisa ruoko rwake pamusoro pake;+ vanakomana vaIsraeri vakatanga kumuteerera, uye vakaita sezvakanga zvarayirwa Mosesi naJehovha.+ 10 Asi pakati paIsraeri hapana kuzomukazve mumwe muprofita akaita saMosesi,+ aizivikanwa naJehovha chiso nechiso,+ 11 pamusoro pezviratidzo zvose nezvishamiso zvaakatumwa naJehovha kuti aite munyika yeIjipiti kuna Farao nokuvashandi vake vose nenyika yake yose,+ 12 uye pamusoro poruoko rune simba nemabasa ose anotyisa akaitwa naMosesi vaIsraeri vose vachiona.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe