2 Makoronike 29:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvino vapristi vakadziuraya, vakapisira chinopiwa chechivi neropa radzo paatari, kuti vayananisire vaIsraeri vose;+ nokuti mambo akanga ati chinopiwa chinopiswa nechinopiwa chechivi zvaifanira kuva+ zvevaIsraeri vose.+
24 Zvino vapristi vakadziuraya, vakapisira chinopiwa chechivi neropa radzo paatari, kuti vayananisire vaIsraeri vose;+ nokuti mambo akanga ati chinopiwa chinopiswa nechinopiwa chechivi zvaifanira kuva+ zvevaIsraeri vose.+