RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 29
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 29:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:1; Isa 1:1; Ho 1:1; Mt 1:10
  • +2Mad 18:2

2 Makoronike 29:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 31:20; Zvi 10:9
  • +1Mad 3:14; 15:5; 2Mad 18:3

2 Makoronike 29:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:34; 2Mak 28:24

2 Makoronike 29:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 32:6

2 Makoronike 29:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:15; 1Mak 15:12
  • +2Mad 18:4; Eze 8:3

2 Makoronike 29:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:23; 34:21; Ezr 5:12; Ne 9:16
  • +Jer 44:21
  • +Jer 2:13
  • +Jer 2:27; Eze 8:16

2 Makoronike 29:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:34
  • +Re 24:2
  • +Eks 30:8; 2Mak 13:11
  • +Eks 29:38; Mar 1:10

2 Makoronike 29:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15; 2Mak 24:18
  • +Dhe 28:25
  • +Re 26:32
  • +1Mad 9:8; Jer 18:16

2 Makoronike 29:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:17
  • +2Mak 28:5

2 Makoronike 29:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 15:12

2 Makoronike 29:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 5:17; 1VaK 15:58
  • +Nu 3:6; 18:2, 6; Dhe 10:8; Ru 12:48
  • +1Mak 15:2; 23:13; 2Mak 13:10
  • +Nu 16:40; 18:7

2 Makoronike 29:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:3
  • +Nu 4:2; 1Mak 15:5; 23:12
  • +1Mak 15:6; 23:21
  • +1Mak 15:7; 23:7

2 Makoronike 29:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:8
  • +1Mak 15:17; 25:2

2 Makoronike 29:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:5
  • +1Mak 25:1, 6

2 Makoronike 29:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 29:5
  • +2Mak 30:12
  • +1Mak 23:28

2 Makoronike 29:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:4, 6; 2Mak 15:16; Joh 18:1
  • +1Mad 6:36

2 Makoronike 29:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:3; 1Mak 28:11; 2Mak 3:4
  • +Eks 12:2

2 Makoronike 29:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 4:1
  • +1Mad 7:40; 2Mak 4:11
  • +1Mad 7:48; 2Mak 4:8; 13:11
  • +1Mad 7:50

2 Makoronike 29:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:24
  • +2Mak 28:1
  • +2Mak 28:2, 25
  • +2Mak 29:5

2 Makoronike 29:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:1; Mt 1:10
  • +Eks 24:4; Jos 6:12
  • +1Mak 28:1

2 Makoronike 29:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:26
  • +Re 4:3, 14; Nu 15:22, 24
  • +Nu 18:1

2 Makoronike 29:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 3:2; 4:4; 8:15
  • +Re 4:7
  • +Re 1:5; 4:18; VaH 9:21
  • +Re 8:18
  • +Re 8:19

2 Makoronike 29:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 9:15
  • +Re 1:4; 4:15

2 Makoronike 29:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:30; VaR 5:10; VaH 2:17
  • +Dha 9:24; VaK 1:20; 1Jo 2:2
  • +Re 4:13

2 Makoronike 29:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 9:33; 15:16
  • +1Mak 16:5; 2Mak 5:12
  • +1Mad 10:12; 1Mak 25:1
  • +1Mak 25:6; 2Mak 9:11; Pis 149:3
  • +1Mak 28:13; 2Mak 8:14
  • +2Sa 24:11; 1Mak 29:29
  • +2Sa 7:2; 12:1
  • +2Mak 30:12

2 Makoronike 29:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:5; Pis 150:3; Isa 38:20
  • +Nu 10:8; 1Mak 15:24; 2Mak 5:12

2 Makoronike 29:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:21; 23:18

2 Makoronike 29:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 7:3
  • +Pis 68:25; 89:15

2 Makoronike 29:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:20; 2Mak 20:18; Pis 72:11

2 Makoronike 29:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:1
  • +2Sa 23:1
  • +1Mak 16:7
  • +Pis 32:11; 33:1; 95:1; VaF 4:4
  • +Pis 95:6

2 Makoronike 29:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:29; Re 8:33; 16:32
  • +Re 1:2
  • +Re 7:12
  • +Re 1:3; 23:38

2 Makoronike 29:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:4; 8:63; 1Mak 29:21

2 Makoronike 29:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 18:7; 2Mak 30:16
  • +2Mak 30:17
  • +Nu 8:15, 19; 18:2, 6
  • +2Mak 35:11
  • +2Mak 30:3
  • +1Mak 29:17; Pis 7:10; 94:15

2 Makoronike 29:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 1:3; 2Mak 29:32
  • +Eks 29:13; Re 3:15, 16
  • +Re 3:1
  • +Re 23:13; Nu 15:5
  • +1VaK 14:40

2 Makoronike 29:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 30:12; Pis 10:17; 136:4
  • +Pis 118:23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 29:12Mad 18:1; Isa 1:1; Ho 1:1; Mt 1:10
2 Mak. 29:12Mad 18:2
2 Mak. 29:22Mak 31:20; Zvi 10:9
2 Mak. 29:21Mad 3:14; 15:5; 2Mad 18:3
2 Mak. 29:31Mad 6:34; 2Mak 28:24
2 Mak. 29:42Mak 32:6
2 Mak. 29:5Eks 19:15; 1Mak 15:12
2 Mak. 29:52Mad 18:4; Eze 8:3
2 Mak. 29:62Mak 28:23; 34:21; Ezr 5:12; Ne 9:16
2 Mak. 29:6Jer 44:21
2 Mak. 29:6Jer 2:13
2 Mak. 29:6Jer 2:27; Eze 8:16
2 Mak. 29:71Mad 6:34
2 Mak. 29:7Re 24:2
2 Mak. 29:7Eks 30:8; 2Mak 13:11
2 Mak. 29:7Eks 29:38; Mar 1:10
2 Mak. 29:8Dhe 28:15; 2Mak 24:18
2 Mak. 29:8Dhe 28:25
2 Mak. 29:8Re 26:32
2 Mak. 29:81Mad 9:8; Jer 18:16
2 Mak. 29:9Re 26:17
2 Mak. 29:92Mak 28:5
2 Mak. 29:102Mak 15:12
2 Mak. 29:11Joh 5:17; 1VaK 15:58
2 Mak. 29:11Nu 3:6; 18:2, 6; Dhe 10:8; Ru 12:48
2 Mak. 29:111Mak 15:2; 23:13; 2Mak 13:10
2 Mak. 29:11Nu 16:40; 18:7
2 Mak. 29:121Mak 23:3
2 Mak. 29:12Nu 4:2; 1Mak 15:5; 23:12
2 Mak. 29:121Mak 15:6; 23:21
2 Mak. 29:121Mak 15:7; 23:7
2 Mak. 29:131Mak 15:8
2 Mak. 29:131Mak 15:17; 25:2
2 Mak. 29:141Mak 25:5
2 Mak. 29:141Mak 25:1, 6
2 Mak. 29:152Mak 29:5
2 Mak. 29:152Mak 30:12
2 Mak. 29:151Mak 23:28
2 Mak. 29:162Mad 23:4, 6; 2Mak 15:16; Joh 18:1
2 Mak. 29:161Mad 6:36
2 Mak. 29:171Mad 6:3; 1Mak 28:11; 2Mak 3:4
2 Mak. 29:17Eks 12:2
2 Mak. 29:182Mak 4:1
2 Mak. 29:181Mad 7:40; 2Mak 4:11
2 Mak. 29:181Mad 7:48; 2Mak 4:8; 13:11
2 Mak. 29:181Mad 7:50
2 Mak. 29:192Mak 28:24
2 Mak. 29:192Mak 28:1
2 Mak. 29:192Mak 28:2, 25
2 Mak. 29:192Mak 29:5
2 Mak. 29:202Mad 18:1; Mt 1:10
2 Mak. 29:20Eks 24:4; Jos 6:12
2 Mak. 29:201Mak 28:1
2 Mak. 29:211Mak 15:26
2 Mak. 29:21Re 4:3, 14; Nu 15:22, 24
2 Mak. 29:21Nu 18:1
2 Mak. 29:22Re 3:2; 4:4; 8:15
2 Mak. 29:22Re 4:7
2 Mak. 29:22Re 1:5; 4:18; VaH 9:21
2 Mak. 29:22Re 8:18
2 Mak. 29:22Re 8:19
2 Mak. 29:23Re 9:15
2 Mak. 29:23Re 1:4; 4:15
2 Mak. 29:24Re 6:30; VaR 5:10; VaH 2:17
2 Mak. 29:24Dha 9:24; VaK 1:20; 1Jo 2:2
2 Mak. 29:24Re 4:13
2 Mak. 29:251Mak 9:33; 15:16
2 Mak. 29:251Mak 16:5; 2Mak 5:12
2 Mak. 29:251Mad 10:12; 1Mak 25:1
2 Mak. 29:251Mak 25:6; 2Mak 9:11; Pis 149:3
2 Mak. 29:251Mak 28:13; 2Mak 8:14
2 Mak. 29:252Sa 24:11; 1Mak 29:29
2 Mak. 29:252Sa 7:2; 12:1
2 Mak. 29:252Mak 30:12
2 Mak. 29:261Mak 23:5; Pis 150:3; Isa 38:20
2 Mak. 29:26Nu 10:8; 1Mak 15:24; 2Mak 5:12
2 Mak. 29:272Mak 20:21; 23:18
2 Mak. 29:282Mak 7:3
2 Mak. 29:28Pis 68:25; 89:15
2 Mak. 29:291Mak 29:20; 2Mak 20:18; Pis 72:11
2 Mak. 29:301Mak 28:1
2 Mak. 29:302Sa 23:1
2 Mak. 29:301Mak 16:7
2 Mak. 29:30Pis 32:11; 33:1; 95:1; VaF 4:4
2 Mak. 29:30Pis 95:6
2 Mak. 29:31Eks 32:29; Re 8:33; 16:32
2 Mak. 29:31Re 1:2
2 Mak. 29:31Re 7:12
2 Mak. 29:31Re 1:3; 23:38
2 Mak. 29:321Mad 3:4; 8:63; 1Mak 29:21
2 Mak. 29:34Nu 18:7; 2Mak 30:16
2 Mak. 29:342Mak 30:17
2 Mak. 29:34Nu 8:15, 19; 18:2, 6
2 Mak. 29:342Mak 35:11
2 Mak. 29:342Mak 30:3
2 Mak. 29:341Mak 29:17; Pis 7:10; 94:15
2 Mak. 29:35Re 1:3; 2Mak 29:32
2 Mak. 29:35Eks 29:13; Re 3:15, 16
2 Mak. 29:35Re 3:1
2 Mak. 29:35Re 23:13; Nu 15:5
2 Mak. 29:351VaK 14:40
2 Mak. 29:362Mak 30:12; Pis 10:17; 136:4
2 Mak. 29:36Pis 118:23
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 29:1-36

2 Makoronike

29 Hezekiya+ akava mambo aine makore makumi maviri nemashanu, uye akatonga kwemakore makumi maviri nemapfumbamwe ari muJerusarema. Amai vake vainzi Abhija mwanasikana waZekariya.+ 2 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha,+ maererano nezvose zvakanga zvaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+ 3 Mugore raakatanga kutonga, mumwedzi wokutanga, akavhura masuo eimba yaJehovha, akatanga kuagadzira.+ 4 Akabva aunza vapristi nevaRevhi, akavaunganidza panzvimbo yakanga isina chinhu+ nechokumabvazuva. 5 Akati kwavari: “Nditeererei, imi vaRevhi. Zvino zvitsvenesei,+ mutsvenese imba yaJehovha Mwari wemadzitateguru enyu, mubvise chinhu chisina kuchena munzvimbo tsvene.+ 6 Nokuti madzibaba edu akava asina kutendeka,+ vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu,+ zvokuti vakamusiya,+ vakaita kuti zviso zvavo zvifuratire tebhenekeri yaJehovha,+ vakarinza makotsi. 7 Vakavharawo masuo+ evharanda, vakarega marambi akadzimwa,+ havana kupisa rusenzi,+ uye havana kupa zvibayiro zvinopiswa munzvimbo tsvene kuna Mwari waIsraeri.+ 8 Saka Jehovha akatsamwira+ Judha neJerusarema, zvokuti akavaita chinhu chinobvundisa,+ chinhu chinokatyamadza,+ uye chinoridzirwa muridzo,+ sezvamuri kuona nemaziso enyu. 9 Tarirai, madzitateguru edu akaurayiwa nebakatwa,+ uye vanakomana vedu nevanasikana vedu nemadzimai edu vakanga vakatapwa nokuda kweizvi.+ 10 Zvino ndine chido mumwoyo mangu chokuti ndiite sungano+ naJehovha Mwari waIsraeri, kuti kutsamwa kwake kukuru kubve patiri. 11 Zvino vanakomana vangu, musazorora,+ nokuti ndimi makasarudzwa naJehovha kuti mumire pamberi pake kuti mumushumire+ uye kuti murambe muri vashumiri vake+ nevanhu vanokwidza utsi hwezvibayiro.”+

12 VaRevhi+ vakabva vasimuka, Mahati mwanakomana waAmasai naJoeri mwanakomana waAzariya wokuvanakomana vevaKohati;+ kuvanakomana vaMerari,+ Kishi mwanakomana waAbdhi naAzariya mwanakomana waJeharereri; kuvaGeshoni,+ Joa mwanakomana waZima naEdheni mwanakomana waJoa; 13 kuvanakomana vaErizafani,+ Shimri naJeueri; kuvanakomana vaAsafi,+ Zekariya naMataniya; 14 kuvanakomana vaHemani,+ Jehieri naShimei; kuvanakomana vaJedhutuni,+ Shemaya naUzieri. 15 Vakabva vaunganidza hama dzavo, vakazvitsvenesa,+ vakauya kuti vazochenesa+ imba yaJehovha, sezvakarayirwa namambo maererano nemashoko+ aJehovha. 16 Zvino vapristi vakapinda mumba maJehovha kuti vachenese, vakabudisa zvinhu zvose zvakanga zvisina kuchena zvavakawana mutemberi yaJehovha, vakazviisa muchivanze+ cheimba yaJehovha. VaRevhiwo vakazvigamuchira kuti vazvibudise vaende nazvo kumupata une rukova weKidroni+ waiva kunze. 17 Nokudaro vakatanga kutsvenesa pazuva rokutanga romwedzi wokutanga, uye pazuva rechisere romwedzi wacho vakasvika pavharanda+ raJehovha; zvokuti vakatsvenesa imba yaJehovha mumazuva masere, vakapedza pazuva rechigumi nematanhatu romwedzi wokutanga.+

18 Pashure paizvozvo vakapinda mukati maiva namambo Hezekiya, vakati: “Tachenesa imba yose yaJehovha, atari+ yezvinopiwa zvinopiswa nemidziyo yayo yose,+ netafura+ yezvingwa zvinoturikidzaniswa nemidziyo yayo yose.+ 19 Midziyo+ yose yakabviswa naMambo Ahazi+ kuti irege kushandiswa paaitonga nokusatendeka+ kwake taigadzira, tikaitsvenesa;+ uye iri pamberi peatari yaJehovha.”

20 Zvino mambo Hezekiya+ akafumomuka,+ akaunganidza machinda+ eguta, vakaenda kuimba yaJehovha. 21 Vakaenda nenzombe nomwe+ nemakondohwe manomwe nemakwayana makono manomwe nenhongo nomwe kuti zvive chinopiwa chechivi+ nokuda kwoumambo uye nokuda kwenzvimbo tsvene uye nokuda kwaJudha. Naizvozvo akaudza vapristi,+ ivo vanakomana vaAroni kuti vazvipisire paatari yaJehovha. 22 Naizvozvo vakauraya+ mombe, vapristi vakagamuchira ropa+ racho, vakarisasa+ pamusoro peatari; vachibva vazouraya makondohwe,+ vakasasa ropa racho+ pamusoro peatari, vakauraya makwayana makono, vakasasa ropa racho pamusoro peatari. 23 Vakazoswededza pedyo nhongo+ dzechinopiwa chechivi pamberi pamambo neungano, vakaisa maoko avo pamusoro padzo.+ 24 Zvino vapristi vakadziuraya, vakapisira chinopiwa chechivi neropa radzo paatari, kuti vayananisire vaIsraeri vose;+ nokuti mambo akanga ati chinopiwa chinopiswa nechinopiwa chechivi zvaifanira kuva+ zvevaIsraeri vose.+

25 Munguva iyi, akaita kuti vaRevhi+ vamire paimba yaJehovha, vaine makwakwakwa esimbi,+ nezviridzwa zvine tambo+ noudimbwa,+ maererano nomurayiro waDhavhidhi+ nowaGadhi+ muoni wamambo newomuprofita Natani,+ nokuti Jehovha aipa murayiro achishandisa vaprofita vake.+ 26 Naizvozvo vaRevhi vakaramba vakamira vaine zviridzwa+ zvaDhavhidhi, uyewo vapristi vaine mabhosvo.+

27 Hezekiya akabva arayira kuti vapisire chibayiro chinopiswa paatari; uye panguva yakatanga kupiwa chibayiro chinopiswa, rwiyo+ rwaJehovha rwakatanga pamwe chete nemabhosvo, zvichitungamirirwa nezviridzwa zvaDhavhidhi mambo waIsraeri. 28 Ungano yose yakakotama+ paiimbwa rwiyo+ uye pairidzwa mabhosvo—zvose izvi zvakaitika kusvikira chibayiro chinopiswa chapera. 29 Pavakangopedza kuchipa, mambo nevanhu vose vakanga varipo vakakotama, vakagwadama.+ 30 Zvino mambo Hezekiya nemachinda+ vakaudza vaRevhi kuti varumbidze Jehovha nemashoko aDhavhidhi+ neomuoni Asafi.+ Naizvozvo vakatanga kurumbidza vachifara,+ uye vakaramba vachikotama, vachigwadama.+

31 Hezekiya akazopindura, akati: “Zvino mawana+ simba kuti muite basa raJehovha. Swederai, muunze zvibayiro+ nezvibayiro zvokuonga+ kuimba yaJehovha.” Nokudaro ungano yakatanga kuunza zvibayiro nezvibayiro zvokuonga, uye mumwe nomumwe aiva nomwoyo unoda akauyawo nezvibayiro zvinopiswa.+ 32 Kuwanda kwezvibayiro zvinopiswa zvakaunzwa neungano yacho kwakasvika mombe makumi manomwe, makondohwe zana, makwayana makono mazana maviri—zvose izvi kuti zvive chinopiwa chinopisirwa Jehovha;+ 33 nezvinopiwa zvitsvene, mombe mazana matanhatu nemakwai zviuru zvitatu. 34 Vapristi+ ndivo vakangoita vashoma kwazvo, havana kukwanisa kuvhiya zvinopiwa zvinopiswa zvose.+ Naizvozvo hama dzavo+ vaRevhi dzakavabatsira kusvikira basa rapera,+ kusvikira vapristi vazvitsvenesa,+ nokuti vaRevhi vaiva nemwoyo yakarurama+ pakuzvitsvenesa kupfuura vapristi. 35 Uyewo, zvinopiwa zvinopiswa+ zvakanga zvakawanda kwazvo pamwe chete nemafuta+ ezvibayiro zvokugoverana+ uye pamwe chete nezvinopiwa zvinonwiwa+ zvezvinopiwa zvinopiswa. Nokudaro basa reimba yaJehovha rakagadzirirwa.+ 36 Naizvozvo Hezekiya nevanhu vose vakafarira kuti Mwari wechokwadi akanga agadzirira vanhu,+ nokuti chinhu chacho chakanga changoerekana chaitika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe